Ndakarara nomukadzi wemunhu ari kuDIASPORA!

0
3387

Zvinoita here kurara nomukadzi wemunhu ari kuDiaspora iniwo mukadzi wangu akaendako ava ne 3 years?

Hapana chisingaiti kana muchiwirirana kuti chihure chenyu chinhu chakanaka. Asi mese monzwisisa kuti muri kubvumirana kuti vamwe venyu vari kure vakasangana vakatanga kuhura imi hamunei nazvo.

Loading...

Chihure chakaipira kuti iwe unoda kuhura asi haudi kuti wako ahurewo. Iwe unoda kuhura usina kondhomu asi wako akahurawo asina akauya kumba nechirwere, iwe wotanga kufema moto nehasha.

Hurai henyu asi zivai mese kuti chihure chinouraya

Loading...