Ndakasimuka ndokunanga kwaari ndikati, babe ndinosvikepi ndichikwarira mukati kunge sokisi

0
5827

Ndakasimuka ndokunanga kwaari ndikati, babe ndinosvikepi ndichikwarira mukati kunge sokisi. Ndaive ndakatyora pasofa ndichiwona firimu raJet Lee apa gulez vakange vayenda kunogeza, musikana webasa aive achiayina hembe dzamaiguru since vaida kupinda tonaz.

Ziso rangu raiwona house girl zvefirimu yaive disigaizi chete, mwana iyeye aiva nezvinhu zvaiyita kuripisa ngozi bcoz chivaka shure chake aiita kunge akaremara. Hamheno akazozviwonasei kuti ndakamutarisa, ndakashamisika akuti”munoda kuwona zvinhu zvingani panguva imwe chete, rimwe ziso renyu ririkuno” handina kukwanisa kudaira nekuti mai guru vakabva vapinda vachitora hembe dzavo dzekuchinja, pasina chinguva gulez vakawoneka vakati “ba’ munini musare bhoo na mai nini”ndakangoti OK, ndichitarisa TV kunge pane zvandaiwona apa pfungwa dzakange dzakumberina house girl.

Ndakasimuka ndokunanga kwaari ndikati, babe ndinosvikepi ndichikwarira mukati kunge sokisi, inini ndatoperera pauri zvekutokukanda pakicheni…kakaseka kakati “blaz munoda zvinhu kunge gonzo munofira mafufu makapusa, handisi munyowani mutonaz tisumabig girls acho” achindiratidza tattoo raive pachidya chitsvuku kunge fanta, zvekuti ndakapotsa padiki kufenda nekutapirirwa. housegirl ” ko, maziso atotsvuka nekuwona tattoo, kuzoti ndikakuratidza kumberi mberi unorohwa nebuka” akabvisa zvimachira zvaakange akaisa mubhurugwa ne mubra akati “shaa ndiri muface sondirikuda mari yekuyenda kumusha, basa rehugadhen boy harisi kubatika”

Ndakaita hasha ndikamutuka zvekuti mboro yainge yamira yakabva yarara ndikabva ndatora rimwe zibanga raive padhuze ndichibva ndamumhanyisa, ndakazoita kumukandira hembe dzake kugate. Pakadzoka maiguru vakarwadziwa stereki nekuti vainge vachinja pamberi pake since ainyepera kuita kunge mukadzi.

 

Loading...