Ndakasvira Joyce pa bridal shower pake – Eish it was a night to remember!

0
3909

Ndakasvira Joyce pa bridal shower pake eish it was a night to remember

Ndainge ndadeedzwa naJoyce kuti ndiuye kuWedding yake saka semunhu ayitya kutadza kusvika ndakahiker kubva kumapurazi andaigara ndichiita chikorokoza ndikati since muchato wainge uri paweekend I had enough yekumbokurukura naJoyce nehusband to be yake yaiva bestfriend yangu.Ndakasvika iri Friday manheru ko ndaizivei hangu, ndakanonoka hapana akapindura asi ndainzwa noise mukati yeRadio ichirira ndokubva ndazama kuvhura door nepanga pane nguva ndaitofunga kuti vanhu vainge vakuda kurara apa foni yangu yainge yakadzima ko kumakorokoza tainge tisina anywhere kwekuCharger foni saka Joyce na hubby vainge vasingazive kuti ndichasvika.

Ndakapinda ndichiita kunge kunyangira ko ndainge ndisingazive kuti chii chaiyitika and the closer I got the louder the music became, ndakatanga kuwona mumwe mukadzi ayinge asina kupfeka top akapfeka braa chete apa ndainge ndisingamuzive ndikafunga kuti ndarasika ndokubva ndadzokera kumashure zvishoma kuti nditize hangu ndiye dhuma dhuma naJoyce achibva mubathroom ha masasi eharare munhu akavhunduka ipapo kuita kunge awona mbavha. Ndakakurumidza kumuti ndini Aleck ko munhu aizoziva sei netsvina yekumine yandainge ndinayo.Akatanga kuseka zvikanzi nhaiwe urikuda kundiuraya ndisati ndachata here.Joyce neni tainge tiri cloae friends zvekuti kutya kwese kwapera akabva andimbundira zvikanzi tainge takufunga kuti pamwe hauchauye taifunga kuti message haina kusvika pasi pemugodhi, tichibva taseka hedu.

Ndakabva ndamuti ko vakadzi vasina kupfeka avo ndiani zvikanzi aaah i Bridal Shower yangu hamuna kana murume kana one shamwari yako hameno kwayenda nevamwe vake, ndikati saka ndipeiwo makey ekuCottage ndinozvikiira ikoko but ndirikuda kutanga ndageza manje vanhu havazode kupinda here umu. Joyce akabva ati chiyenda unogezera mubathroom yangu upstairs mubedroom kana wakubuda make sure vakadzi ava havakuwone ungaitwe kanyama kanyama vese vadhakwa vakungotaura zvekuda kusvirwa.Ndakayenda upstairs ndokubva ndakutoita kunge ndemangu, kutofamba ndisina kupfeka ndichiyenda mushower apa door rakavhurwa.

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments