Ndakasvira kababe kamuZulu kekuSoweto kakaramba kudzokera kumba kwako!

0
2733

Ndakasvira kababe kamuZulu kekuSoweto kakaramba kudzokera kumba kwako!

Ndakasangana nemumwe musikana kubasa kwandaishandira, musikana uyu ainge akanaka achichena zvisingaite zvekuti ndakutombofunga kuti pamwe haisi type yangu nekuti aiyita kunge vaye vanotsvinya vanoda kuzviite kunge havaite dhodhi kana kuti vanogeza nemukaka.

Mumwe musi takazokwira taxi tese ndokubva ndamuti hi ko ndaitozvinzwawo nekuti stayera ndaive nayo.Ndakanzwa munhu achidaira zvekunyaririra ndokubva ndati uyu ndahwina uyu. Kubva pandikatanga kutaura naye ainge achitoita kunge achadya nzara dzese kana step yakabva yachinja nekunyara, ndichichabva ndamuti haudi here kuuya kuOffice kwangu for lunch zvikanzi “What will you get me”, ndichibva ndati anything you want. Ndainge ndakagwarawo ka masasi eharare, ndaiziva kuti babe iri raitondidawo even though inini ndaingoda kuwana munhu wekusvirana naye kuback offive pandinenge ndayita zemo.

Mwana ainge akabatana iyeye asi vanhu vaingotyira kure especially vakatarisa kupfeka kwaiyita aibva ayita kunge babe rekuSandton vaye vanofamba vachiita kunge varikutsika panopisa.Akawuya ndokubva tabuda kunotenga lunch ku McDonalds ndokubva ndambovhara office tichibva tqpinda mumota ndokuyenda.Tadzoka takadya ndokubva adzokera kubasa asi ndainge ndapihwa fone number yake plus tainge tatotanga kutaura pawhatsapp zvekuti anonyara keangova kutaura nekuti mazwi andaiudzwa ipapo ayimisa mboro nekuverenga chete.

Musi iwoyo ndakayenda kumba mboro yakamira asi ndaiziva kuti ndichamuwana chete.Next day ndakaitawo good boy ndichingotaura zviri general zvisina kusvirana mukati.Takaramba tichitaura pawhatsapp kusvika mumwe musi ndamuti haudi here kumboyenda neni kumba kwangu ndokubva anditi tinoyenda tese Friday ndichibva ndati its all good. Friday iya yasvika ndakamutanga zvikanzi asi hauchadi kuti ndiuye here ndikati no just checking if you haven’t changed your mind, achibva aseka zvikanzi I came with clothes to change. Ndakabva ndasekerera ndikati that answers my question, see you later.

continue reading on next page…

Loading...