Ndakasvira kababe kekubasa kakataura Chinese 快了快了,我卡明

0
2626

Ndakasvira kababe kekubasa kakataura Chinese 快了快了,我卡明

Mazuva akatanga kuuya maChinese munyika yedu ndaifunga kuti zvaingova zvekutitengesera zvinhu zvavo zvakachipa but vamwe vaitonge vakudzidza zvakawanda.

Ndakazoti ndiri pa market square ndiye dhuma dhuma na Angela kandaishanda nako. Chokwadi ndaifunga kuti Angela anofamba nemota all the time nekuti hapana kana musi waainonoka kubasa ndaigara ndichiwona asvika kare and kuchena kwake kana ka dust kekuti afambawo kuyenda pamakombi kainge kasingawoneke. Ndakaita zvekuvhundukira ndikati aah iwe urikutsvagei kuno zvikanzi ndirikuyenda kumba haa ndakaramba ndikati kupi kwacho, zvikanzi ndogara kuFio.Machenero aiyita Angela nekutsvuka kwainge akaita waramba kuti anobva kughetto but hey mwana aigeza iyeye, munoziva musikana uya wamunenge muchiti uyu ndikawana mukana ndinorova nyoro, ehe masasi eharare she was that type.

Inini ndaigarawo kuFio but not one day randainge ndakambosangana naye until this day, ndakaramba ndichibvunzisisa ndipo paakazoti she recently moved there from Chi-town kwaaigara neshamwari dzake. Ini wacho ndaitaurisa zvekuti ndakapedzisira ndangonyarara nekuti kana kwaanogara ndaitoda kuyenda ndipo paakati aah iwe this is the longest conversation yandaita newe already wakuda kuyenda kumba kwangu, combi yese yakaseka ndokubva ndanyarara. Achingopedza kudaro akabva adeedzera maStones kuna driver ndokubva aburuka inini ndokutevera kumashure zvikanzi now you are stalking me, ndikati maya just going for one cold one.

Takapesana ndakupinda pabhawa asi handina kugumira ipapo , adakatumira message kwaari ndokubva ndati I am still in you area ndiuye here ndokuigira drink your favourite ndokuzoti okay bring strawberry lips. Kudhura kwaiyita chibhoro ichocho ndakazviudza kuti nhasi ndomusvira chete ko ndainge ndatenga chidrink chinodhura kudaro. Ndakati ndichisvika pamba pake akavhura ndokubva ndapinda zvikanzi No funny games ndikati don’t worry i will behave. Munhu akadira first glass akanwa akapedza ndokubva adira na2 kuzoti three ainge akutaura chirungu ndikaziva kuti munhu ainge akoriwa.

Takatandara tichiita nyaya ndipo paakazoti iwewe hautaure neni kubasa ko what happened nhasi, ndakamuudza straight kuti ndaifunga kuti uri musalad but nhasi ndawona unotogara kuHood kwangu. Akaramba achitaura chirungu ndokubva ati ndakudhakwa manje ndakuda zvekusvirwa ndakaita kunge ndisina kunyatsonzwa ndokubva ndati heeee wati chii. Ndokudzokorodza futi zvikanzi ndirikuda kusvirwa newe hazvisirizvo zvauri kuda here. Ndakabhoita doubt ndichibva ndazviti mukana uyu might not come again. Ndainyara kumutanga kunyangwe ndaiziva kuti ndakadhakwa asi iye ainge asina problem.

continue reading on next page….

Loading...

Leave a Reply