Ndakasvira mukadzi wemunhu aigara pamba pavamwene vake!

0
4536

Ndine mukadzi wandakanyenga ndasangana naye kwasisi vake 2 months ago.Ndakataura sekutamba wena ndikakumbira number ndikapihwa.

Ava mangwana ndakanganwa ndakanzwa foni yarira zvikanzi ndini mai vaye vamakataura navo nezuro ndikati aaaa ndaziva.Takaenderera mberi nenyaya yewirirano zvikaita wena. Zvadaro ko ini ndazivei ndakati aiwa ndavane smallhouse ini rega ndimboenda kumba kwayo. Ndasvika muraini mavo ndakapinza foni ndikati ndasvika pakati pakati zvikanzi mira ipapo ndiuye.

Chokwadi akasvika akati handei kumba kweshamwari yangu takabva tapinda pane mumwe mukoto ndokubva atiĀ asi iwe tevera kumashure kwangu kusvika tasvika, ndakanyumwa ndikaziva kuti something wrong.Ndakatevera zveshuwa kudai pfeee tasvika zvikanzi ava ndibaba achiudze shamwari iyo ikati tafara neniwo ndikadaro.Ndakabvunza ndikati ko sei tauya kuno ko kwako kumba kunei.

Akatanga kurondedzera akati aaaa sweetie sorry hako ini ndogara pamba pavamwene mai vemurume, murume wangu ari kuZambia avene 6 months asingauye and ini ndakamboenda kuhama dzangu kunogara hama dzikati no toda gupuro kubva kumurume wako dzokera. Zvakandibata pandakadzingwa nehama dzangu ndichibva ndaziva kuti aiva mukadzi wemunhu.

Zvadaro takaparadzana ndakayenda kumba kwangu then week rakatevera ndakamufonera tikasangana somewhere tikakwirana asi handina kutunda ndanga ndakadhakwa zvangu, takaparadzana ava mangwana ndakatanga kufunga kuti mukadzi wemunhu haayite.

Ndakafunga zano ndikamuudza kuti hazvichaita saka ngatirambane iye akati hazviite saka nanhasi ari kungondifonera. Akandibvunza kuti nei wandiramba ndikamuudza kuti une murume akati hazviite saka nanhasi ari kundifonera achiti musoro wangu urikurwadza heee, please huya titaurirane. Ndingaite sei?

Loading...