Ndakasvira shirikadzi yepa next door vakomana mai vayinaka ivavo

0
4926

Ndakasvira shirikadzi yepa next door vakomana mai vayinaka ivavo

Ndaigara muKadoma apa ndainge ndichangotanga kugara ndega graft ndaiva naro zvinhu zvanga zvisati zvakunetsa munyika yedu.Ndainge ndava nemwedzi muviri ndichigara pamba apa ndokutozivana nevanhu vazhinji vemuraini asi ndaingovawo munhu akazvinyararira ndisingatsvage zvakawanda.

Mumwe musi ndichibva kubasa ndakasvika ndiwane panext door pakazara mota panze ndokubva ndapfuurira kuyenda pamba pandaigara ndikasvika pangori nevana chete ndichibva ndabvunza kuti ko chii chiri kuitika panextdoor mumwe wavo ainge ati kurei ndiye akabva ati zvanzi baba veipapo ndivo vaita accident ndokubva ndati aah shame. Ndakapinda mumba mangu ndokusiya zvinhu ndichibva ndatsvaga something small chekudya ndokuyendawo kunext door kurufu.

Ndiripakati pekutenderera imba iyi yakabva ndasangana nemukadzi wekufirwa akapfeka black but pakutanga handina kuziva kuti ndiye.I did not expect kusangana nemufirwi panze panguva yakadai, ndakabva ndati nedzenhamo ndikanzwa munhu adaira achiti aah Eddy dzaonekwa murume wangu atisiya.Ndakarohwa nehana kuti ah munhu andiziva sei ndipo pandakaziva kuti ndaitaura nemufirwi shirikadzi ndichibva ndati ko murikutsvagei panze pano, zvikanzi ndaneta nekuchema ndanga ndichida nguva shoma ndiri ndega ndichirohwa nemhepo ndosaka ndabuda kwasviba so ndikauya kuseri kuno.

continue reading on next page….

Comment with your Facebook

comments