Ndakasvira step sister yangu akatunda kazvisingapere – Akandikoira ndikasekerera!

0
4922

Ndakasvira step sister yangu akatunda ka four – Akandikoira ndikasekerera!

Ndainge ndiri form 6 ndichigara namomz, mudhara ainge akashaika ndiri form 1 chaiyo. Momz yakabhoshinga kuita zvese yega kusvikira vazowana murume mumwe aida kuvaroora ainzi baba Tanya. Baba Tanya vainge vari mu same situation na momz since mukadzi wavo ainge akashayikawo.

Vaviri ava vakatanga kuyenda out until one day we had to meet as a family to be, takayenda kune some chinese restaurant ndokubva tawana baba Tanya vasvika kare but time iyoyo vainge vakagara vega. Ndakavamhoresa ndokubva ndagara pasi momz ikabva yabvunza kuti ko Tanya aripi zvikanzi ayenda kubathroom anouya just now. Ndakawona rimwe babe richifamba kuuya kutable kwedu mwana ainge akanaka zvinonwisa mvura zvekuti ndakaramba ndakamuyeva ndichiona mazamu ake achiita kutepuka mudenga ne ma heels ainge akapfeka.Ndakaita kunge munhu ari mu fantasy world apa rute ruchiyerera ndakavhura muromo.

Ndakatovhunduka momz vakuti Miles what are you having, pandikavatarisa ndikati anything momz ndipo pandakadzokera kutarisa musikana uyu ndikamushaya apa ainge atogara next to her dad, it was Tanya. Ndakazonzwa munhu akuti hie, ha ndakamumhoresa tichibva taitwa introduce apa inini brain dzangu dzainge dzakungomuona asina kupfeka and that image yakatora nguva kuti ndikwanise kuibvisa mumusoro.

Takatanga kudya ndichingosimudza musoro kumutarisa apa ainge azviona before kuti ndainga ndakamutarisa paanga achifamba kubva ku bathroom but hapana zvaigona kutaura since tainge tisati takuzivana. According to my mother Tanya ainge ari mukuru kwandiri and ainge akutozvishandira but since ainge ariye mwana ega mudhara didn’t want her to move out until aroorwa ndozvaakazotaura patainge tazopanana manumber while tichiyenda kumota yavo.Baba vake vaifamba ne Audi A7 apa iye ayiti anofamba ne Ford Focus apa isisu taifamba ne Nissan Sunny yainge yakatengwa namudhara apa momz vainge vasingade kutofamba nayo hanzi imota yako yawakasirwa nababa vako saka handidi kuiwuraya saka taipota tichifamba nayo just to keep it running.

Takayenda hedu kumba apa ndainge ndane contact naTanya ndokubva anditi mumwe musi that day wakanditarisa zvisingaite ndakatowona uchipukuta rute. Ndichibva ndaseka hangu ndikati aaah iwe musi uya ndaitonge ndakubvisa hembe ndisati ndaziva kuti you will be my sister, iye ndokubva ati sister per say since tisina ropa rakafanana, kungonzwaro chete mboro yakabva yatatamuka serekeni ndichibva ndamuti ipapo saka you wouldn’t mind zvikanzi chii chaungandiite kamwana kanenge iwewe. Ndikabva ndazviti anenge arikuda kungondinzwa kuti ndinoti chii plus ndakabva ndakutofinga kuti anogona kunge achiri kavirgin since aigara akavharirwa mu durawall namudhara wake.

Manheru iwayo momz yakauya ichibva kubasa ndokubva vandigarisa pasi zvikanzi mwanangu baba Tanya vati vakuda kundiroora saka tinenge takuitisa rent this tobva tanogara navo, matauriro avaiyita vaiyita like vaikumbira permission kwandiri ndichibva ndati its okay you don’t have kukumbira permission I am sure mudhara wouldn’t mind. Ndichibva ipapo ndakabva ndayenda pafoni ndokubva ndati kuna Tanya did you hear kuti we are moving in nemi next week achibva ati my dad vatobva kundiudza izvozvo tichibva taseka ndokubva ati he was like asking permission, ndichibva ndati same here ndipo paakati ndavaudza kuti if she makes you happy then go for it.

Next week yakasvika ndokubva kwauya mota nevanhu kuzotakura zvinhu isusu hapana kana zvatakatakura ndokubva tatorwa nababa Tanya ndokubva tayenda to our new home. Tichisvika room yangu yainge irihombe kupfuura yandainge ndinayo apa ndainge ndakatengerwa Ps4 ndakaisirwa 42 inch Samsung smart TV pamadziro. Ndainge ndapinda, zvichibva zvanzi namudhara ukapasa form 6 yako ndokutengera mota, iwe masasi eharare ndakatanga kuverenga zvine power nekuti ndainge ndisingade kutadza kuwana 10+ points kuti nditengerwe BMW X5 yandaida. Mudhara had cash i am sure aingodawo mukadzi wekudya naye.

Tane about 10 or so days tichigara ipapo inini na Tanya taipota tichimboita flirt hedu tichitumirana twuma seeet nothings. Tanya aimuka early oyenda kubasa but musi uyu kwainge kwakutonhora akamuka late inini ndokubva ndangonanga kubathroom like everyday, ndichivhura door so ndakaita dzungu nezvandainge ndawona, mwana ainge akatsvuka pese iyeye apa maziso kumhanyira pabeche painge pakagerwa zvakanaka pari clean, akada kuridza mhere ndokubva abata muromo apa achidonhedza towel raainge avhara naro beche apa mazamu ainge akamira kuti twii zviya zvemunhu ainge asati ambobatya kana.Ndakati sorry ndokubva ndabuda apedza akauya kuzondinokera zvikanzi I am done, ndokubva ndanogeza ndokuyendeswa kuchikoro namomz namudhara since chikoro changu was close kubasa kwavo.

Ndiri mumota ndakatanga kutumira Tanya message ndokubva ndati wooooow, I am impressed, akabva atumira ka smiley 😍😋😍 kuratidza kuti she was blushing. Ndakasekerera! The same day after school ndakawona Tanya achiuya kuzonditora zvikanzi daddy said he is going away namama pamwe vachadzoka on Sunday or Monday, ndichibva ndatanga kusekerera ndikati saka we have the whole house to our selves, we should plan a party so i can meet shamwari dzako dzekubasa. Tanya akaseka zvikanzi my friends havadi kuuya kumba kwedu hanzi kuma salad plus vanoti inini i am wierd. Ndichibva ndati well I don’t mind seeing you again like this morning so my weekend will be fine.

continue reading on next page…

Loading...

Leave a Reply