Ndakasvirwa naboss murungu Madam vaenda kubasa

0
6163

Ndaishandira mumwe murungu aigara nemhuri yake , vainge vane vana 2 vainge vachiri vadiki asi ainge atova mazera anoenda kuchikoro. Mumwe musi boss vakabuda nemukadzi wavo vachiyenda kubasa ndikasara ndega pamba since vana vainge vaenda kuchikoro. Ndiri munhu ainakirwa hangu nekaupenyu kangu kandainge ndinako kunyangwe hangu ndaiziva kuti handina the best job but ndairifarira coz ndaikwanisa kurarawo ndisinga kumbire anyone mari.

Pandakabva kuZim ndainge ndine boyfriend ainge achindipromise kundiroora but problem yainge yava panyaya yelong distance relationship zvekuti ndainge ndakunzwa mukutaura kwedu kuti munhu atova nedzimwe pfungwa but anenge aishaya kuti ondiudza achiti chii.Nyaya yavapo apa ndainge ndasuwa mboro, apa ndaigara mugate handina kwandaiyenda saka kuwana munhu anokwenya kabhinzi kangu kainge kakugara kachivava everyday. Boss vangu murume vainge vari munhu wechikuru I think vainge vari kuma 45+ apa vairatidza kuti vanoda mukadzi wavo but zemo rangu was serious zvekuti ndakaudza mukadzi wavo nechemumoyo kuti wako uyu tichaita wekushare.

Problem yainge iri one ndaitya kuti ndikateya boss vakaramba basa rapera apa ndainge ndatojaira.Saka ndaityira kure so musi uyu ndaitoyita basa rangu zvangu ndokubva ndapedza, ndichibva ndananga kunogeza apa room yangu yainge iri kurimwe side nekwainge kune bathroom but since ndainge ndiri ndega pamba ndakati rega ndifambe hangu ndirimusvo ndiende kunochinja, apa ndaitoridza hangu music pa Samsung Tablet rangu ndichitotambirira. Ndichingobuda mubathroom ndava pakati nepakati nebedroom yangu boss ndiye pfacha apa handina kunzwa gate kuvhurwa kana mota yavo instead yekuti ndizvivhare ndakabva ndadonhedza zvinhu zvese pasi. Ndakanhonga ndikati sorry boss ndichimhanya kuroom kwangu iye akangoramba akamira ndokubva angoti I am sorry didn’t mean to frighten you. Shit, masasi eharare hana yangu yakatanga kurova apa ndichitozviti mukadzi wacho ainge ari shit yemunhu ainge asingatode nonsense pamberi pake ayiti akatanga kupota kana murume wacho unongoona apusa pusa obva abuda kumboenda kunogara mumota.Ndainge ndakutotya kubuda kuenda kudinning but ndakangozviti since ndainge ndapedza basa rangu that day ndaingogara muroom mangu kusvika vana vauya kubva kuchikoro.

continue reading ku next page….

Loading...