Ndakasvirwa nefudza mombe ndayenda kumusha ndikabva ndakanganwa kuti ndakaroorwa!

0
8248

Ndakasvirwa nefudza mombe ndayenda kumusha ndikabva ndakanganwa kuti im married

Yedu yekuda kuroorwa iyi, ndainge ndaroorwa nemumwe business men wemuHarare apa ndainge ndakakurira mutown. Murume wangu mari ayinge ayinayo zvekuti zvese zvandaida andipa zvese I even had driver wangu anondiyendesa kwese kwandinoda not kuti handigone kudriver asi ndaitova nayo yangu drivers licence asi ayingoti handidi kuti ufambe wega. Murume wangu aigara ari busy most of the time asi chainge asingakanganise kuyenda kunoona baba namai vake vaigara kumusha and inini everytime yaainditi tiyende tese ndaingoita excuse ndisingade kuyenda ikoko chokwadi ndainge ndisina anything against vabereki vake but kuyenda kumusha was just not in me. Last time yainge ayenda kumusha ndakamuudza kuti tinoenda tese next time but paakati tiyende ndakabva ndaita imwe excuse haana kana zvaakataura akabuda mumba akapinda mumota yake ndokuyenda kumusha.

Ndakazviona kuti munhu ainge atsamwa so ndokubva ndabvunza driver wangu kuti aziva here kumusha kwacho, akati ehe akamboyenda nemurume wangu. Ndakapinda mutown ndikatenga ka grocery ndokubva ndaisa muboot, murume wangu akayenda Friday inini ndokutevera Saturday yacho ndikasvika ava masikati , akavhunduka kuona mota ichisvika, zvikanzi ko chii chaitika ndikati ndakazviona kuti watsamwa saka wanted to surprise you.Ndakawona munhu achisekerera paakazonzwa kuti ndaizosara for another week ndakawona munhu achifara kana husiku hwacho ndakasvirwa zvekuti ndakanyatsonzwa kuti uyu ndiye murume wandikarorwa naye. Musi iwoyo ndakaitya position yese zvandainge ndatokanganwa.

Murume wangu akamuka achigadzirira kidzokera kuHarare ndokubva ayenda hake ndibva ndasiirwa mumwe mukomana aifudza mombe ndiye akanzi zvese zvandinoda afanirwa kundibatsira nekuti driver wangu ainge adzokera nemurume wangu vachiti ndozodzoka ndega kuti ndizoziva road kuyitira next time kana ndikada kuuya ndega. Vamwene vangu vainge vafara zvekuti vaishaya zvekuita nemufaro, vakangosimbisa kuti kana pane zvaurikuda muroora unotaura nemukomana uyo. Mukomana aiyita kunge wezara rangu ainge akati rebei kundipfuura saka semunhu ayitya ndakamuti anotorara mudinning yeimba yedu yainge yakavakiswa nemurume wangu and it almost looked the same like imba yedu yekuHarare.First day takarara hedu zvakanaka tichibva tamuka hedu ndokubva ayenda kinofudza mombe akaswera asipo.

continue reading on next page….

Loading...