Ndakasvirwa nemukomana wemazai andiwana ndiri musvo ndikadonha negotsi!

0
10642

Ndakasvirwa nemukomana wemazai andiwana ndiri musvo. Kuita mari hachisi chinhu kana usina mumwe munhu wekuidya naye zvakangofanana kuti une nhamo yekushaya mboro.

Ndainge ndakadzidza with two degrees at 32 my own place, nice cars, 2 businesses aiyita mari inini used to spend more time kuprivate surgery coz ndaingova ne this passion yekuda kubatsira vanhu. Ndaipota ndichizvipa off every weekend kuti nditsvage zvekuita hangu asi most of the time ndaiswera ndiripamba ndisina kwekuyenda.

This weekend ndakaswera ndakazvivharira then decided to wake kuti ndimbono swimer mupool ndisina kupfeka since kwaipisa but ndainge ndakanganwa kuti mukomana wekufarm anouya nemazai every monthend nemari yavanenge vaita ikoko apa foni ndainge ndakanganwa mumba. Mukomana wemazai akauya akazama kundifonera akashaya answer apa ndainge ndakamupa makeys kuti akauya ndisipo anopinda mumba oyisa mari musafe osiya ayisa mazai paKitchen counter then oyenda hake ondifonera achindiudza kuti awuya nemarii.

Mukomana wemazai akapinda akagara hake pasofa achiverenga mari kuti ayise musafe ko ini ndaizivei hangu ndaigara ndega and didn’t know someone was sitting mudinning room mangu, ndakanyatsofamba slowly ndichitya kutsvedza pamatiles ndakananga mubathroom kuti ndibva ndageza ndokupinda mukomana wemazai ndokusumudza musoro kundiwona ndiri musvo apa painge pasina kwekutiza kana chekuvharisa ndichibva ndada kutiza ndiye pidigu dhii pasi ndokubva ndaita dissy ndikanzwa mukomana uyu achindisimudza ndokubva andirarisa pasofa ndokubva ayenda kubathroom ndokutora two matowels ndokuvhara beche nemazamu angu ndokubva angogara akanditarisa ainge atomira kuverenga mari.

Ndakaita kunge ndairota ndokubva ndavhunduka ndichirasira matowel aya uko ndokubva ndayita musvo zvakare mukomana wemazamu akangotarisa ndokunhonga towel ndokundivhara futi ndichibva ndambogara ndakangobata muromo couldn’t say anything. Mukomana akabvunza kuti madam are you okay ndikati I will be fine. Ndichibva ndati sorry, achibva asekerera zvikanzi inini ndini nditori sorry nekuti madonha muchida kunditiza plus kuona boss vasina kana anything eish sorry madam.

continue reading on next page….

Loading...

Leave a Reply