Ndavane 13 years ndichisvirwa nemurume but handisati ndambowona MBORO yake!

0
5062

Ini ndiri mukadzi ane 38 years,murume wangu ndi doctor uye tinogara kumayadhi anonzi Vainona muHarare.Ndavane 13 years ndichigara nemurume wangu achindisvira but handisati ndambowona mboro yake uye handiyizive kuti yakaita seyi ,kana tavakusvirana
anotanga kudzima light asati akurura zvipfeko zvake,mboro yake ndinotoibata ndichinatsonzwo kuti imboro chaiyo uye paanondisvira ndinonatsonzwa kuti beche rangu rapinda mboro but handisati ndamboiwona zvayakaita uye haadi kuti ndiyiwone,anopinda nenhumbi dzake nechipfeko chemukati zvekuchinja mubath room uye pakunogeza handisati ndambogeza neye, haadi kugeza neni uye haatombodi kuti ndipinde
mubath room maanenge achigezera he makes sure kuti akiya door remubath room kana
achigeza ozongobuda atochinja nhumbi dzake zvese nechipfeko chemukati,murume wangu
munhu anemari anezvese uye hapana chandinoshaiwa.

Kana achindisvira haaburitse hurume,but ane zvaanosvinira mubeche rangu zvinenge zvichibuda mukagubhu ke plastic kadiki diki,ndakambomubvunza kuti chaiva chiyi chaayisvinira mubeche rangu akandiudza kuti yaiva vaginal lubrication inoita kuti mboro itsvedzerere uye kusvirana kunatsonaka,ndakamuti andiratidze but akaramba. Rimwe zuva akakanganwa kuviga kagubhu aka ndichibva ndakawona ndakaziva kuti kaive kakafanana
nekaigara mumba memukomana wedu webasa ndokubva ndakaisa mark ndichibva ndakadzosera pandive ndakawana,ndakazoti rimwe zuva mukomana webasa asipo bvandapinda mumba make waneyi kabhodhoro kaya ndiko chaiko nemark yandainge ndakaisa musi wandakambokawona saka ndakafungidzira kuti paifanira kunge pane zvaiyitika zvandaisaziva pakati pemurume wangu nemukomana uyu ndichibva ndaisisa hidden room survaillance camera muroom memukomana uyu.

Murume wangu nemukomana uyu vaiwirirana zviri kuma extremes uye mari yaipiwa mukomana uyu yaiva yakawandisa zvisingaenderane nebasa rake,ndakazotarisa pamakamera aya waneyi mukomana ari busy kudhonza mboro yake masperms ake achibva amayisa mukabhodhoro kaye,time time murume wangu achibva apinda mumba umu ndokupa mukomana uyu mari achibva apihwa kabhodhoro kaya kane masperms
emukomana uyu. Ndine vana vaviri vese vana ava vakafanana nemukomana wedu
webasa, ndirikurwadziwa zvikuru nezvandakawona kuti murume wangu ndozvaari kundiyita nanhasi iye haazvizive kuti ndinozviziva zvaarikundiyita ndoita seyi vedare, ikozvino ndineimwe nhumbu yechitatu ndichingoitwa izvozvi ndibatsireiwo.
Zviripachena vana vandinavo ndeva garden boy wangu zvese nenhumbu yandinayo
yacho ndibatsireiwo,

Comment with your Facebook

comments