Ndingaita sei kana murume asingadi kutamba neni pabonde

0
2489

Ndingaita sei kana murume asingadi kutamba neni pabonde..

Mhinduro…

Kana uchiti haadi kutamba newe pabonde uri kureva kuti haadi kumbotanga maitisana zemo mozovsvirana here kana kuti haatombodi zvokusvirana zvacho?

Kana asingafariri kumbotamba tamba muchibatana nokukisana nokupuruzirana nokukwenyana pamberi nokuzvetana minyatso, etc, iwe ndiwe unotomuratidza kuti zvinhu zvinotonakawo kuzviita. Unotanga nokunanzva nzeve dzemurume. Hazviiti kuti unanzve agotadza kumira mboro. Unokwanisazve kusveta minyatso yake zvinova zvinomisa mboro zvakare. Unokwanisa kumukisa pamuromo, nokumupuruzira mboro wopota uchifuridzira. Kudziya kwemweya wekufuridza nawo kunomisa mboro zvinofadza chose.  Kana waona kuti mboro yamira chimbodetemba mutupo wake umuudze kuti kuona mboro yakamira zvinokufadza chose.

Mangwana anokurega uchitambazve nayo mopedzisira moita tsika yokumbotamba musati mapinzana.

Kana asingadi kusvirana zvachose pane nyaya dzamunofanira kugadzirisa nokuti mucharambana nguva isina kupera yakawanda.

Loading...