Ndinochemedzwa nokusangana nomurume – Hakusi kuti zvinorwadza asi kuti zvinonaka!

0
4570

Ndinochemedzwa nokusangana nomurume nguva dzese. Pane chakaipawo here? Hakusi kuti zvinorwadza asi kuti zvinonaka zvokuti ndongopedzisira ndachemedzwa nazvo. Ndingaitawo sei?

Izvozvo zvauri kuita ndizvo chaizvo zvaunotofanira kuita. Chingoonai kuti kana pane vanhu vanoshanya pamba penyu musasvirana nokuti vanhu vakawanda havagadzikani hana kana vakanzwa mukadzi nomurume vachisvirana.

Zvikuru kana vari vanhu vava vakuru. Edzai kumirira kusvika vaenda, kana kunoitira kumwe kwavasingakwanisi kukunzwai muchichemedzana.

Comment with your Facebook

comments