Ndinonzwa zemo kana murume asipo kana aapo ropera. Chingava chii?

0
2277

Ndinonzwa zemo kana murume asipo kana aapo ropera. Chingava chii?

Inyaya inonetsa iyi asi kunetsa kwayo kushoma hako. Munhukadzi anokwanisa kuiswa asina zemo rakawanda. Zvinokwanisika kuti murume akaita zemo iwe usina unotanga kutamba naye kusvika wava nezemo iwe. Kana rikanonoka zvokuti haunyorovi, unokwanisa kushandisa mate kuisa pamuromo webeche. Murume opinza asi asaite zveganyabvu. Iwe unorelaxa muvuri kuti akwanise kupinza. Zvadaro imbokisanai makapindana kudaro kuti beche rijaire kuva nemboro mukati uye kutanga kunyorova. Chikweshanai henyu kusvika maguta.

Taura nomurume wako panyaya iyi kuti azive kuti kuiswa unoda asi pane chinoitika kana ava pamba. Zvadaro muudze kuti mugaroisana asi atore nguva pakuongorora kuti wanyorova.

Loading...