Ndodawo kumbotundiswa nomurume ndinzwe kuti zvinodii. Ndingaitawo sei ?

0
2834

Ndodawo kumbotundiswa nomurume ndinzwe kuti zvinodii. Ndingaitawo sei ?

Murume haasiriye anokwanisa kukuitisa kuti utunde. Iwe muridzi neattitude yako pakusvirana kwenyu. Kana uchiti pakuisana wotadza kuisa pfungwa dzese ipapo panguva iyoyo, kunakirwa kwako hakuiti sekwemunhu anozvifarira.

Imbozama kurerutsa muviri pakuiswa. Rega muviri uite zvaunoda kuita wega kwete kuomesa muviri. Chimwezve tevera mboro nepfungwa unyatsonzwa kwayiri uye kuti iri kuitei mukati mako. Chifungawo kunakira murume nokumuitira chikapa. Inzwa uri munhu anoda kuiswa uye kugamuchira murume wako. Isazve maoko pakabhinzi murume achikoira iwe uchikwizirira kabhinzi kuti zemo riwedzere. Ukagarodaro uchangonzwa umwe musi zvoita.  Kana zvichiramba imbozamai kuita musiri pamubhedha. Itirai pamwewo pamusina kujaira.

Loading...

Leave a Reply