DZIDZISO YA PASTOR KUMADZIMAI ECHIDIKI PABONDE – Nguva yekusvirana inguva yakakosha!

0
3301

DZIDZISO YA PASTOR KUMADZIMAI ECHIDIKI PABONDE – Nguva yekusvirana inguva yakakosha!

a) kana uchida bonde usamirire kuti murume akutange. Ndezvekare zviya. Ibva wamuratidza
kuti nhasi uri kurida paanongosvika achibva kubasa. Mubate bate, vhura zip woibata and
jokingly say ‘ndiri kuita stock take kuti wauya nazvo zvese here’.

Loading...

b)zuva iri kurumidza kubika kuitira kuti mukasire kupinda muimba yemutambo/ bedroom

c)usapfeke zvima night dress kana bhurugwa zvinoshandei pabonde. Ibvai matangira mubath
tub kana mushower uchimupira gotsi wakazora sipo and make sure magaro ako ari kugumhana nemboro all the time. Inobva yamira kuti twii semugoti

d)kuzopedzisa kugeza chinenge changove chirango, tora nguva iyi kuita yekutamba. Be
naughty. Varungu vanoti a good woman must be a real b*tch in the bedroom. Haikona kungomhanyira kurara pabed wakavhura makumbo wakatarisa mudenga. Mboro inotambwa nayo mwanangu.

e)ibate nemaoko maviri. Claim it, it is yours. Dzikisa rumwe ruoko kumachende woapuruzira
zvinyoro nyoro uchikwidza nemutanda wayo kusvika ku tip kwayo woita uchiisvonyora zvishoma nezvishoma uchimboivhara

f)this is an art that u must do well zvinoenderana ne rythm yekufema. Puruzira mukati memakumbo nema tips ezvigunwe zvichinosangana pamachende paya pawatangira each time uchikwidzazve kumuromo kwayo. Ipapa murume ndiye anenge ari pasi akakuvhurira makumbo kuti uite zvaunoda nayo.

g)kwidza puruziro yako nechekudumbu nechest uchizviita zvinyoronyoro uchitarisa response
yemboro. Ukaibata kudai uchidzvinya dzvinya uchanzwa temperature yayo yakwira kupfuura 40 deg Celcius.

h)iwewo uchidai, katank kako ke oil yemubeche kanotodeuka chete. Mboro inodyiwa futi asikana and apa ndiwo mupfuhwira chaiwo kwete zvimidzi nezvipotanamadz iro zvinotaurwa. Murume anodyiwa mboro nemukadzi haazotarisizve mamwe madhirezi. Research yakaitwa
scientifically yakaprover point ino.

i) back to the bed, ipa baba beche vachitambewo naro. Mudzimba umu vamwe vakadzi havadi kuti varume vaone mapeche avo. Shuwa munhu anobarisa vana 5 asi haazivi kuti beche remukadzi wake rakaita sei. Baba vaita zveku Googler painternet kuti vaone kuti beche rakamboita sei iwe uinaro uchiita rekugarira mazuva ese. Kusvirana hakusi kwemurima kunotoda kubatidza malights kana kuita masikati machena.

j) nguva yekusvirana inguva yakakosha saka make sure maphone akadzimwa kana kuiswa
pa silent. Chiisanai nenzira kana kuti style yamunoona inoita kutanga nayo. Pabonde kana mukasachinja style katatu kana ka4 muri kuzvinyepera kuti muri kurigona. Handiti pakubika munoisawo twakawanda wanda kuti zvinake? Ndizvo zvimwechete nebonde rinochinjwa chinjwa.

k) usatye kana kunyara kuchemerera pakusvirana. Ikodzero yako semukadzi kusheedzera kana kutaura zvaunonzwa kuda. Usangonyarare sehwai inofa yakanyarara. Kana usingagoni tenga pono video uone murume asipo wozo copa zvekuita.

l) murume wese anototunda chete ukamupa nekumashure saka save this style for last. Murume chaiye anokutundisa iwe first kaviri, katatu kana ka4 iye asati kwete kuita sejongwe rinongoti cho cho cho ratopedza.

m) kukoira kunoda zvine rhythm, zvinoenderana kwete kuti paanodzikisira ndoopowadzoka shure. Paanodzika iwe kwidza kuti ipinde mukati kati. Muudze nekuchemerera paano tunda. Kutunda chipo vazhinji mudzimba umu havatombozivi kuti kutunda kuita sei. Nakirwai madzimai mudzimba umu.

Ndatenda..⁠⁠⁠⁠

Loading...

Leave a Reply