Nyatsofunga manakirwo aunoita chaiwo, kutunda nesquirting!

0
4117

Ukatarisa mucar family mune matractor, magonyeti ma BMW, ma Benz. Zvese zvinofamba asi kune chirimberi, kumberi-mberi. Ukatarisa mucat family mune kiti, majuaguar, matiger, mune cheetah. Zvese zvinomhanya asi mune chirikuseri, kuseri-seri. Ukatarisa pazvinonaka, mune shuga, chocolate, mune huchi. Zvese zvinotapira asi kune chinoita kutapira zvekurova moyo zvakasimba, zvakasimbarara.

Izvi ndizvo zvakafanana nekutunda nesquirting. Kana wakambotunda wega unomaziva masystem acho. Kuita kunge yakunyura muhuchi, kuita kunge wakufloater mumhepo, kuita kunge dzave kutiza njere mumusoro, kuita kunge uchati pinza yese nemachende ayo kumberi-mberi kani, kukwiririra kunge uchada kugumha ceiling, kuchemerera, etc.

Now kana takutaura zvesquirting inove inokonzerwa kazhinji nekudyiwa kana kurhabwa kabhinzi nechisponge chiya chiri mukati mebeche remukadzi mbijani kumusoro padhuze nepamusuwo, unobva watoona kuti kutunda.

Nyatsofunga manakirwo aunoita aya chaiwo, especially musi uya daddy vabva kutrip yavanga vamboita two weeks vasipo. Iko kuye, hapana zviripo. Kutunda ishuga, kusquirting huchi hwenyuchi dzegonera. Kutunda unobuda hukadzi, kusquirting unobuda mvura kubuda kuye kwekuita kunge hosepipe. Kutunda unoti tsa-aa tsa-aa tsa-aaah kaviri kana katatu, kusquirting unopfapfaidza, zvese zvinoti masheets zvikati tototo kutota, mubhedha ukati tototo kutota, matress ikati tototo kutota. Kutunda unodira hurume hwemurume wako sometimes nepaya panenge pane vhudzi apo, kusquirting magaro ako, dumbu rako nerake, sometimes nemazamu ako nechest yake zvinototota.

Kutunda unochemerera, kusquirting unochema, kuzhamba chaiko, kuridza mhere. Kutunda unobvunda – bvunda kunyanya mukati mezvidya umu, kusquirting unogwinha muviri wese kunge wave nepfari zvasangana nemagetsi esolar neekuKariba yese nehalf yeHwange.
Kutunda unovhara maziso kana kumatsinzinyira semunhu akubatwa nehope, kusquirting unongoramba akati wudyu kubuda kunze. Kutunda unotaura zita rake nefirst name kana neremwana first born, kusquirting unenge uchiti ukati sweetie womusheedza nemutupo, ukati amutupo, woti babe, woti mutupo zvekare. Kutunda unoti rabada kana wapedza, kusquirting unogona kana kutombofenda chaiko.

Ndivo vakadzi vaye vamunoona vanozongogara vari kwaamwene nguva nenguva, kuita sevanofarira amwene iko kuri kuda kunyatsoona kuti ndipo pakabva munhu here apa ari kundishungurudza!!

Loading...

Leave a Reply