Nyaya yekudhonza matinji yanetsa pano – Matinji zvidhori ‘zvadaddy’ !!!

0
3247

Nyaya yekudhonza matinji yanetsa pano. Saka ndati nditsanangure nepandinogona napo.

Musikana kubva ane makore anosvika 12 anoudzwa nenyaya yokudhonza matinji kuti arebe kusvika pakubuda zvokuti ukakotama anoonekwa nokumashure. If you are older lets say wava kuma 20+ years usati wadhonza don’t stress yourself too much about nyaya iyi – I’ll address it towards the end. Chokwadi ndechekuti every musikana ane matinji, the size though is the only difference. Pane vamwe vasikana vanenge vaine matinji akareba even though havasati vakambodhonza and then there are other vane matinji madiki diki. In this case if they want them to be longer vanofanirwa kudhonza.

Loading...

Madhonzerwo anoita matinji : Geza maoko zvese nebeche nemvura inodziya, wadaro zora mafuta vaseline mumaoko nepamatinji. Wochitanga kudhonza nemawoko dinji by dinji uchiti ukadhonza wombomira woramba wakabata kwekanguva. Ukanzwa zvorwadza worega wodhonza rimwe. Wodaro uchichinjanisa kusvika ava pa size ye 4-6 cm. Mafuta enzungu ndiwo ari mberi pakudhonzesa especially kana wakanonoka kudhonza and u want results asap. Kana uri kuZim just ask around mafuta aya haanetsi kuwana. Kuno  kuDiaspora unokwanisa kushandisa olive oil virgin 1 yakanaka pamatinji ako. Zvoda uchangobuda mushawa kana mubathroom pamberi pari kudziyawo, wodhonza.

Anokura zvakaita sei? Pamakore ese aunodhonza, anokura zvishoma nezvishoma zvichienda nekuti urikudhonza how often. Unogona kudhoza twice a day after bathing. Asi pamazuva awunenge uri kumwedzi dhonza kwenguva yakati rebei kudarika mamwe mazuva nokuti nyama dzacho dzinenge dzakanatsopfava. Usafunga kuti unotanga kudhonza nhasi vhiki inouya wotoona areba. Zvinotora nguva. Personaly I suggest kuti udhonze osvika pa 4-5cm. Im saying this because ukawana murume asingamade unenge uri pari safe nokuti anenge asinga svotekane ne size yawo uyezve ukawana murume anomada it makes it easier kuti uwedzere size yawo kana ari pa 5cm than kutanga kudhonza ari pa 1cm.

Reason yekudhonza matinji? Ukabvunza munhu anokuudza kuti tanga kudhonza anokuudza kuti zvinoitirwa kuti ugozvara mwana zvakanaka. Ipapo unenge uri mudiki saka havadi kukuudza kuti ndezve pabonde. Matinji zvidhori ‘zvadaddy’ during f0replay. For men who love tongue action down there they find it interesting and fun kutamba nematinji. Kana muchisvirana matinji anobata mboro ya daddy like hugging it kuti isarambe ichingobuda buda. Zvinobatsirazve iye nyakudhonza kuti azive kuti muviri wake wakamira sei. Ladies, ngati tawuriranei chokwadi, don’t ever think kuti ukadhonza matinji you are going to find and secure a good man because uchaita big disappointment. When it comes to bonde varume vakawanda vanongoda mukadzi anoshamwaridzana nemboro yake!

When it comes to love and sustaining a good relationship matinji haana door! Truth is a man can and will leave kana ada regardless of size yematinji. Kashoma kuwana murume anoisa pressure yokuti arikuda matinjini otherwise vakadzi tisu tinongozvipa stress. Murume akawana mukadzi waanofunga kuti akanaka kutarisa uye anomuda, zvokuti matinji ake isaizi ani hazvina kana nebasa kumurume. Mukadzi anongoda murume anomuda, anomupa hurume hwakakwana pabonde, uye anononoka kutunda. Zvokuti mboro yake ikuru sei hazvina basa as long as murume achipa mukadzi wake kudya kwakakwana. PANE ZVAKAIPA
Pane zvakaipa zvinoitika pazviri here?

* Some men vanosemeswa nematinji, they don’t even want to see them.

* If u don’t practice hutsanana, matinji anokonzeresa kamweya kasinga komboreri uye,

* Kana uchinge une vaginal infection matinji anovava nekuzvimba which causes discomfort.

* Kune vamwe vari against nyaya yekudhonza nokuti they believe kuti unenge uchishora zvawakapiwa namwari. Zvino ndinoguma ndichiti, with the right information in your hands unokwanisa kuzvifungira wega kuti ehe ndinoda kudhonza kana kuti kwete mukombe uyu ngawudarike zvawo. It is your body and your choice uchadhonza kana kuti hawusi kuzodhonza.

Loading...