Nyoro muToilet yepaRank muGweru naDriver weBus reTombs

0
4012

Nyoro muToilet yepaRank muGweru naDriver weBus reTombs

Regai ndikuudzei zvakayita musi uyu wandakapedzisira ndasvirirwa mutoilet.Ndainge ndichida kuyenda kuJoburg saka mari yangu yebhazi yainge yakashota ne200 plus ndainge ndine passport yanga yaexpire in other words ndaida kuita border jumper asi ndainge ndisina mari ad ndaiziva kuti driver waTombs will not help me to cross since vainge vasingabvumirwe kutakura vanhu vasina mapepa akakwana. Ndakasvika pamabhazi ndikafonera driver ndainge ndapihwa number dzake necousin yangu akamboenda naye kuJoburg but handizive kuti akatosvirwawo here.

Ndakataura naye ndikamuudza nyaya yangu apa ndainge ndakanzwa kuti anoda vakadzi sei necousin yangu ndokubva ndamuti ndokubhadhara ne anything else chisiri cash right now unless kana anga achida kuti ndozonomupa cash kumberi asi akabva ati ko ukanditiza kumberi ndinozokuwana kupi.Akabva ati huya ndikuudze zvandirikuda padhuze then ndokubva ndamuti I will be there in 30mins, ndakasvika ndikamuona asiri pabhazi ainge akagara pane imwe corner close to matoilets apa ainge akadhakwa or maybe rainge riri bhabhidho maybe ainge akarara achinwa the previous night.

continue reading on next page….

Loading...

Leave a Reply