Pane mushonga wandingashandisa kukudza mboro here, kana wechivanhu hawo?

0
7427

Pane mushonga wandingashandisa kukudza mboro here, kana wechivanhu hawo?

Ndingakudza mboro yangu sei?

Kukura kwemboro kune basa here pabonde?

Iyi ndiyo mibvunzo inobvunzwa nevarume vakawanda vasingazive nezvemboro dzavo…Tichazama kukupai mazano nmhinduro pane mibvunzo mitatu iyo iri pamusoro.

Hapana. Kubva kare nakare varume, nokupusa vaingotorerwa mari vachipiwa mishonga yenhema. Mboro inongokura kusvika payada. Hakuna zvaunokwanisa kuita kuiwedzera. Asi kunyika dzese varume vanonwiswa mishonga asi mboro haiwedzeri kukura chero zvodii. Kukura kwemboro hakunei nokuti baba vako vakakura sei kana kuti muviri wako iwe wakakura sei. Mboro haina pattern zvinongobva nokuti waita mahormones akadii pazera rinoti 12-18.

Zvinozivikamwa kuti tikaunganidza varume kwavo tinoona vane mboro dzinoita average ye 13-16 cm pakumira uye 13-14 cm kukora. Asi tikazounganidza varume ngochani vane average hombe kupfuura varume kwavo.Iyi inyaya inonetsa chose.

Kozotizve varume vane mabhora mahombe vanohura kupfuura vane madiki. Izvi zvinoreva kuti kana uchida kuvaka musha nomunhurume tsvaka murume ane mboro diki isingasviki 16 cm imire uye  anemabhora madiki.  Kwanzi ukawana murume ane rino zidanda zvanzi ndeyokuti anohura uye anokwanisa kuda kusvirana nevamwe varume. Ichanzi chete hazvirevi kuti ndizvo zvichaitika pane wako, asi gara wakazvipira kuti zvingangoitika.

Mboro haikudzwa nomushonga.
Mboro kukura kwayo hakunei nekukura kweyababa vako.
Mboro yese inokwana mumukadzi
Mboro ine saizi ipi zvayo inongonaka

Comment with your Facebook

comments