Pane zvandingaita here kuti beche rangu rikure?

0
1951

Beche rangu ridiki zvokuti murume haangakwanisi kupindako? Pane zvandingaita here kuti ndikure?

Mhinduro…

Hakuna munhukadzi anganzi haakwanisi kugamuchira mboro yemurume nokuti kuzasi kwake kudiki. Beche romukadzi rinotatamuka zvokuti chero murume akava nemboro hombe zvakadii anokwanisa kupinza uye zvisingarwadzi kana amborega beche kuti rinyorove.

Murume anonzi ange ane mboro yakakura kupfura vese panyika anonzi Falcon anozvitaurira ega kuti akarara nevakadzi vakawanda uye anombopota achirara nevarume futi. Kumashure kemurume kudiki chose papane beche romukadzi saka kana achikwanisa kupinza mumurume zvechingochani zvoreva kuti iwe uchawana murume anokupinza ugonakirwa pasina zvokuti kubeche ridiki. Mirira chete kusvika wawana murume akakodzera.

Loading...

Leave a Reply