Pasina nguva ndakazonzwa beche rakutonhorera zvaro ndikaziva kuti munhu atunda uyu!

0
6179

Pasina nguva ndakazonzwa beche rakutonherera zvaro ndikaziva kuti munhu atunda uyu! Ndini uyo, ndafunga beche, muno muGweru apa musikana wangu ari Harare and the bad part of it, yaitova Friday, apo one of my friends invited me kuparty yeclassmate yake zvake. Eishhhh pakadyiwa pakagochwa pakanwiwa zvapo. Munongoziva hupenyu hwepa University kuti ndehwekusvirana chete nyangwe musingadanane. Vanhu vakatanga kutamba nemababe avo ini sare ndichitamba ndoga.

Parohwa mimhanzi guys ndakaona kamwe kambama kari kamukadzi kemunhu, kano katsvu, kaive nemazitako mahombe so, Sandra akachisvikawo paparty ega, kamukadzi aka kaiti kakandiona ndichitamba ndega apa vamwe vari two two. Apa kakauya kakapfeka mini dress yekuti iiiiiiii guys uuuuuu yaaaaa. Yenyu yekuunza vakadzi kuVarsity iyi veduwe, ayiti akagara pasi zvidya zvitsvuku tsvuku zvaibva zvasara panze.

Loading...

Sandra akauya pandaiva ndokumira zvake akayeva ndichitambisa chiuno chete ndiri ndega zvangu. Kkkkkkkkkkkk akatanga kundiseka achirovanisa maoko hanzi ko dance iyi ndeipiko nhai vakuru. Kkkkkkk ndakapindura nenzwi rinoda beche ndikati inonzi “ngatisvirane sahwira ndiyo latest dance kaiyi asi hauikete” zvikanzi ndisiye zvangu hausi kuona ring here iyi ndakaroorwa ini and ndakaita white wedding. Kkkkkkkk white wedding saka unodei pano wakapfeka mini yakadaro. Ndakanyemwerera ndichiziva kuti panosvirwa munhu chete. Vakachata ndovanonakazve.

Ndakazevezera munzeve ndikati blaz ane good mukadzi ndirikuda kumbokumbira murume wenyu ndikusvirei ka1 chete ambuya. Kkkkkkkkkk akaseka zvikanzi dhakwa zvakanaka wanzwa. Usada kundidzinga pano party isati yapera wanzwa. Aaaaaaa sezvinei vakomana pakauya tumwe tuvasikana muviri wese uripanze. Baba twakauya hot hot apa baba ndanga ndichirova madance ekupenga ndichitambisa chiuno chete. Uuuuuu kababe kakauya ndokutanga kundiwainira zvako vaya vekuchata zvaiva mumeso.

Ndakatanga zvangu kukabata bata tichitamba kudaro iwe masasi eharare. Ndakaona mwana ofemera mudenga achindikisa achindimonera achidiiko kani. Nxxaaaaa apa kaiva kumwedzi. Munhu wese aiva adhakwa kusiya kwangu ini namai vekuchata netusikana tuviri utwu twakapedzisira kuuya utwu. Kakaita dzungu ndokubudisa mboro yangu mubhurugwa baba. Ndakaona kamomz kekuchata kachiswedera pedyo kuti kaone so kuti imboro or what. Kakaona rino zimboro rakachecheudzwa raakanga asina kumboona. Kaya kekumwedzi kakabva katanga kunanzva mboro yangu bit by bit. Kaneta ndokusiya kakadzokera kumba kwako. Shamwari yacho yaivawo kamu level 1.1 saka zvekusvirwa yaitotyawo zvayo. Ndakaitundisa neruoko ikabayawo kumba kwayo.

continue reading on next page…

Loading...