Sei mukadzi wemunhu achinaka kupfuura wangu?

0
3600

Vakawanda vanobvunza mubvunzo uyu. 

  1. Chii chinoitika kana ndichikwira mukadzi wemunhu?

2. Sei mukadzi wemunhu achinaka kupfuura wangu?

Loading...

3. Mukadzi weshamwari yangu anondidya mboro asi wangu haadi. Ndodii?

Mhinduro pamibvunzo iyo iri pamusoro:

Hapana chinoitika chakasiyana nechinoitika kana uchikwira mukadzi wako wemumba asi kungoti unofanira kunzwisisa zvinhu zvakati wandei.
1. Mukadzi wemunhu anohura newe zvinoreva kuti anohura nevamwe varume saka unokwanisa kubata zvirwere zvaanobata kubva kumahurerume awa.

2. Kana murume akasiya huronyo mukati memukadzi, hunoita mazuva matatu huri upenyu, hoita nguva inopfuura mazuva matatu kusukwa kubva mubeche remukadzi. Zvinoreva kuti murume wake akarara naye iwe ukarara naye unotonyika mboro yako muurume hwemurume wake, wosiyavo hwako imomo, vamwe varume vouyavo vachinyika mboro dzavo imomo.

Ndosaka zvichinzi murume kuhura kushaya self respect. Zvakangofanana nokuti varume vashanu vovhenganisa urume hwavo mukapu iwe woenda wondonyika mboro yako imomo.

3. Kuhura kwemurume ane mukadzi mumba kunowedzera chanzi yokuita Cancer yechibereko yomukadzi wemumba.

4. Ukapa mukadzi wako siki, akasaziva kuti ane siki, akaita mimba ane siki, zvinokwanisa kukanganisa mwana.

5. Kana uchihura shandisa makondhomu nguva dzese. Izvi zvinonetsa vakawanda nokuti vakadzi vanohura vanhu vanofarirawo kuitira zvikomba zvavo zvinhu zvavasingaitiri varume mumba, saka uchaona kuti anofaririra kuita zvimwe zvinokwanisa kukupa excitement yokuti unokwanisa kuzofunga kondhomu watomutundira kare mukati. Zvirwere hozofunga watobata.

Varume vakawanda vanonyora vachibvunza kuti sei mukadzi wemunhu achinaka kupfuura wangu. Ipapo wakewo ari kunakira umwe murume kupfuura zvaanoita kumba. Ndiko kupusa kwedu vanhu.

Loading...