Tete Molly: Nhasi ndoda kudzidzisa varume kuti mukadzi anosvirwa sei zvinoita kuti agutsikane!

0
8308

Nhasi ndoda kudzidzisa vanhurume kuti mukadzi anosvirwa sei zvinoita kuti agutsikane kuti ane murume mumba, vakadzi kana ndichinge ndagona taurai and point exactly pandinenge
ndakanganisa.

Vakadzi vanoda kutanga vapisa muviri usati wapinza mboro yako mukati. Tanga wabata mazamu ake hazvinei kuti mazamu acho itambo dzakaita sei bata chete tamba nawo yamwa kana akanikidzwa unonzwa tunyatso twaakuoma iwe wadaro, mukise kise kumeso
uchidya muhuro nekufemera munzeve wobva watanga kupuruzira mukati mezvidya zvake.

Wapedza deep kiss her pamuromo mukise munzewe dzake uchimuudza zvinyoro nyoro kuti i love u and I want you muudze kuti I want to satisfy you. Wapedza rova rova magaro ake vakadzi vanozvida zvisingaitethen puruzira kuseri kwezvidya nechekure kure uchikwira


nekumagaro nechekumusoro kwemagaro kuchiuno nyerekedza hako seusingade. Waona kuti
ave kunakirwa chibata mboro yake uchiipuruzira puruzira nyora tumadendenedzwa  pakabhinzi kake wochisumudza uchichiregedza nechepazasi pechikongo panoda kunyerekedzwa mukati zvinyoro nyoro dzikisa chigunwe wochiunza kumusoro uchiita seunotsvunha uchivhura makongo uchinzwa kuti atota here.

continue reading on next page…

Loading...