This Is What Jah Prayzah Had To Say To His Bae

0
1001

Rufaro “Ukaona ngirozi, ichifamba masikati, ichipenya kunge zuva, ndiye mukadzi wangu. Ukaona nyeredzi inovaima madeko, ichikwira ichidzika, ndiye mukadzi wangu. Ukaona ruva rinorarama pakaoma, rinokura pasina mvura, ndiye mukadzi wangu….

JAH4

My heart belongs to you, the mother of my children and my joygiver. Pandinosuwa, unomira neni, pandinofara unofara neni rikave zita rako. Throughout all the trials and tribulations you have stood firm and been a rock. Thank you so much for taking care of me, of our children, of our household, of my heart. Kundibikira, kundiwachira, ibasa guru raunoita randinotenda zvikuru.

Kuti ndionekerewo ndimirewo pane vamwe ndiwe, without your support and encouragement, I would not be the man I am today. I am not perfect, but you have loved me as I am, flaws and all. So this is for you my wife, amai vevana. Happy Mother’s Day Mai Mukombe Jnr. I love you. Your hubby Mukudzeyi

Loading...