Vakadzi Garai muchizivawo Kuti Mazamu enyu Anotariswa Nevarume Kakawanda

0
2537

To all the ladies, Mukadzi gara uchizivawo kuti mazamu ako anotariswa nevarume kakawanda pazuva.

Murume akaona mukadzi anotarisa pameso, otarisa pamazamu, otarisa magaro ozopedzisira nokutarisa makumbo. Adaro oenda hake kwaanoenda atozviudza kuti mukadzi waatarisa akanaka here kana kuti akashata.
Murume wako anokutarisa zuva nezuva sezvaanoita vamwe vakadzi vemuraini. Kana uri mukadzi wechidiki kureva kuti mukadzi wese ari pasi pe makore 45 this age ndoino zvara mu africa zvichidika so you are still young if you are 45yrs and below zvinoreva kuti muupenyu hwako uchineshungu dzokuonekwa uri munhu anoyevedza kutarisa.

Mazamu anoonekwa kufuta pachipfuva chero mutarisi ari kure kure. Anobva atoziva kuti uri mukadzi, chero usina kupfeka dhirezi musi uyu. Saka mazamu ndiyo identity yedu isu vakadzi, so these days kune ma braa ano shaper neatly mazamu edu kuti titarisikewo sevanhu varinani even rakayamwiwa unoonekera mudikani, zvingatibatsira kuti mazamu edu agare ari in shape ana amai kana uchiyamwisa zamu ngarirege kuremerwa ne mukaka please ndapota, ukaona mukaka wawandisa zviri nani ukame, ma exercises anobatsira zvikuru, especially gym, swimming, kumhanya press ups they will keep u in shape zamu rinobva raita kakuoma, so I recommend you ladies kuti tisabva tazviita vanhu vemhanga mhanga.

Women vakaroorwa¬†lets work on our shapes and body to be more attractive, they don’t care about their bodies as long vakaroorwa I beg ladies we have to change.

Comment with your Facebook

comments