VAKADZI SUNUNGURAI CHIUNO KUTI USUNUNGUKE KUITA CHIKAPA CHAICHO!

0
2711

Chikapa chinodawo kuti uku uri kuita nechiuno uku uri kunzwa pfungwa dzako dzichibvuma kuti pano ndiri kuita zvakanaka nokuti ndiri kunakirwa, ukuwo muromo uri kuratidza kuti zviri kuitwa ndizvo paBonde.

Chikuru kutenda kumurume amisa mboro kuti unakirwe saka iwe mukadzi ukango nyarara semunhu azvimamira hazvinakidza, itawo semukadzi asungwa neweti aona mutoilet mune munhu, kkkkkk munongoziva kutamba kunoita munhu apreswa neweti, ingori left right tambe tambe right left  unonzwa kushinyira munhu akuti, iwe kurimidza toda kupindawo left right tambe tambe chewu kutatisa vanhu saka tambayi kunge murikunzwa ndombolo kana ragga.

Munhu chemererawo zvinoenderana nezvauri kuita kwete kuda kuzviita varungu uchingoti f#ck me babe f#ck me baRudo kwako kugona chirungu here? Itawo pachivanhu ipapo. Shumba Shumba kani imi Shumba Amai kaani Aaaghh Shumba mondiuraya.Ukadaro chete kuchemerera ikoko nemutupo kuno kubatsira kurerusa muviri kuti ukasire kutunda. Kana usiri munhu uya anongoti kupinzwa wototanga wega kuchemerera, apa dzidzira kusaruma mazino kana uchisvirwa, usatye kutaura zviri kuda kubuda pamuromo rega mazwi anoda kubuda abude pamuromo wako.

Chikapa kusimukira nekutambirira kunoitwa nemukadzi akararwa nemurume. Dzimwe nguva anenge achiita seanonyora 8 kana kunyora C kana Y nechiuno chake.  Imwe time unoita seuritamba rhumba. Kana wakamboona pano pepetwa chibage, nyemba kana mupunga ndozvinenge zvichiita mukadzi nechiuno chake panguva yacho. Mukadzi haafaniri kuita sechitunha pakusvirana. Chikapa chinokwidza temperature yemboro wonzwa kunakirwa nesviro.

Mukadzi akanyatsobatwa nekuyamwiwa mazamu haatumwe kuita chikapa but they do vega kuita semboro yaona mukadzi aka gara beya inomira yega nekuti yafarira zvaona maziso zvikaisa pfungwa panzvimbo saka mboro yamira. Mukadzi akagona kutaura pabonde, nekuchemerera ega chikapa hachinetse, saka murume anobva azivawo kuti ari kugona basa kuratidza kuti ari kunaka. Varume vazhinji havadi zvokuchemerera kana vanakirwa. Unongonzwa wega murume akugomera oda kunotunda.

continue reading on next page….

Loading...

Leave a Reply