Varume nevakadzi taurai mega kuti unonaka kwete kuti “Sweetie ndinonaka here? “

0
3578

Varume zvamunoita munozvirambisa nevakadzi mega:

1. Varume you take things for granted, even muchipihwa makumbo everyday. The more you are given the less the effort you put on your wife.

2. Chero ini murume ndatunda aaah. Hamuna kana hanya kuti isu vakadzi tatunda here.

3.Kana mabva kunohura hamuchasviri mumba.

4. You are so much concerned nekunhuwa kwevakadzi musingazive kuti imi you could be worse. Kunhuwa mukanwa, hapwa, machende…etc gezai musati masvirana mogeza mapedza futi. Perfume ngadzive dzemari dzamunoisa. Huronyo wega haunhuwi asi ukasangana nemvura yemukadzi, mutundo nedikita zvinobva zvaita worse(remember kuti munopfuura nehuronyo ndimo mumwe chete munopfuura neweti saka gezei.

5. Havasi vese vakadzi vasingadye mboro,vanodzisema,it could be that yako inonhuwa same applies kuvakadzi futi.

6. Remember the fatter you are the more the chances of you kuti unhuhwe actually the more the smell and excretion.

7. Kuridza mhere kwemukadzi hazvirevi kuti uri kugona sometimes ari kurwadziwa or wakamutsimbirira or wamudzimbira. Kana achinakirwa anotaura ega uye unongozviona nekufema kwacho rega ataure ega kuti unonaka kwete kuti “Sweetie ndinonaka here? ”

8. Don’t over praise mukadzi zviri unrealistic hauzoti “If you were a Mcdonald burger i would call you, Mcbeautiful” or Kuti zviye kana wave kutunda woti ndinokutengera chitima zvese nenjanji yacho iwe usina kana bhasikoro.

9. Vakomana vazhinji kana vakubata mari tino zivakuti vanomborara kumahure. Saka kana uchidakunzi uri murume chaiye rara mumba mako uripadhuze nemumwe wako. Mukada kugara kusmall house muchasvirirwa vakadzi pabed yako uri kumba kwehure.

11. Varume vese munotaura kuti munogona kukwira asi 90% yevakadzi vari munzara.

12. Regai kushandisa zvanakidza Rudo pana Chipo. Ava vanhu vakatosiyana ask your woman how she wants it uye kana akuudza asazomuti uri hure wakazvidzidzira kupi, thats why tichizo pretender.

 

Loading...