Weekend out neshamwari dzekubasa – Ndakakwesha kababe kuseri kwemuti Kondom Rikaputika!

0
5065

Weekend out neshamwari dzekubasa – Ndakakwesha kababe kuseri kwemuti Kondom Rikaputika!

Yainge iri monthend apa iri weekend and tainge tichangobva kutambira saka ndakaudza vamwe vangu vataishanda navo kuti guyz we spend more time tese kubasa ko ngatibatanidze tumari tombonoita braai kupark touya nefamily dzedu kune vanayo isu mabachelor touya tega kkkkk. Saka everyone agreed tainge tiri about 10 tichibva tabvisa R100 each ndokuyenda kunotenga nyama yeR1000 madrinks munhu waiwuya neako. The woman vaizotora everything and make salads kuti tidye hedu tichafara tisiri kubasa.

Loading...

Chakandipa kuita izvi pane babe randainge ndakateya randainge ndanzwa kuti kana rikadhakwa rinorasa muswe apa mwana ainge akanaka and ndaida kumbonzwawo kuti anonaka sei coz 3 vakomana vekubasa vese vaiti vakapfuura nepo. Tasvika kuparty vanhu vakanwa doro imi iko kachirova ma Ciders apa kainge kakutotaurisa ndikaziva kuto kainge kakoriwa. Ndakatanga kuswedera kwaari ndichibva ndamuzevezera munzeve ndokuti ndakanzwa kuti unonaka ichokwadi here? Akabva ati asi urikuda kuita taste here ndikabva ndati ehe but toonana kupi zvikanzi ukangotadza nhasi haufe wakagona futi saka make a plan now, ndichibva ndamuti saka chero pano zvinoita akabva anditarisa ndokuti I like the way you think pane vanhu ndipo panonakidza coz munenge muchitya kuti ko tikabatwa.

continue reading on next page…

Loading...