What Zim men want in relationships – Havadi beche rakadhamba rinobuda mazimvura!

0
4365

What Zim men want in relationships – Havadi beche rakadhamba rinobuda mazimvura!

1) Varume havadi vakadzi vanotaurisa. Kumba kwacho kunenge kusingagarike vamwe vakadzi vanotaurisa somunhu anenge akutofara arikunze hatingatizwe pasina zvikonzero gadzirisai ipapo. Kuti murume agare pamba hunge pachigarika girlfriend inokubata bho zvekuti kana akasura unonzi sorry dady hamuna kukuvara manje kumba unotukwa

Loading...

2) Bonde rinonakidza kana vakadzi tichiitawo action unonzwa mamwe madzimai achiti ko haupedzi here ndavakuda kurara apa pamwe zvaanodaro haana futi matinji murume anoita sekunge ari kurova bonyora and yet munhu asina matinji plus hamuna respect vamwe venyu

3) Havazi vose varume vanorasa rudo nekuda kwema girlfriends kana nemafaro. Mukadzi anoitirwa zvose uchipihwa love yose then anenge akuti akafonerwa otiza nephone kunodairira panze. Panguva yebonde vachiita romance unonzwa mukadzi akuridza ngonono asi manga muchitotaura nyaya akukurasa maoko. Ukada kutamba naye zvonzi handizi chidhori chako. Ukamusekerera zvonzi urikuzhinyei asi hapana chamagumburisana Akamutsiudza hunhu hwakaipa hunoita kuti imba yenyu itadze kumira mushe makufonera hama dzenyu kuti murikushungurudzwa. Vamwe ndivo vanomhanya ku Musasa Project kwamunosvika muchiidzwa zvisizvo. kuda hauudi zvepano enda zvako kumba kwenyu zvonzi ndinofira pano

4) Varume havadi vakadzi vanongotaura zvima problems pese. Mukadzi anenge achingotaura zvima problems hemukoma wako hehanzvadzi yako hesekuru varikuda mombe iye yakasara pakuroora varikuvhunza unouya nayo rinhi hemama vati hemwana wako ange achiita nhingirikina aiskana kana bhora reChelsea neManchester United ringazonakidza here kubhawa neshamwari inenge iri yeeeee goal kugirlfriend mira ndikucheke nzara dzarebesa imbo ndipawo french kiss. Saka murume unowandira kupi zuva rese.

5) Vakadzi tererai iwo muchigeza mudzimba umu ndokuti tisasiiwe vamwe tiri mareferees totaura twunyanya twusina kana musoro panguva yaunoona kuti yavenguva yebonde zvinoita kuti baba vashaye appettite yekuda kurova zvinhu. Sometimes vakadzi ndisutinotuma varume chihure. Vazhinji venyu pamakarorwa hamuna kurairwa nana tete. Makangoenda musina kuudzwa kuti varume vanobatwa sei, thats why you see madivorce arikuwanda. Kana tasiyiwa nevamurume totanga kuti hee heee men are dogs, i have never heard men saying crap about their women.

continue reading on next page….

Loading...