YEKUFUNGIRA VARUME ZVISINA BASA IYOYI SIYANAI NAYO UNOZVIURAYA NEZVISINA BASA.

0
1910

Murume aienda kubhawa
mazuva ose achidzoka pamba after 10pm
everyday. 1 day mkadzi ndokuti ndoda
kumugadzirsa nhasi, ndokutora kapepa
ndokunyora tsamba  “dear baba Tino,
ndanyora ndichikuzivisa kuti ini ndakonewa
zvepano, ndaenda kwedu kuva bereki vangu
sara zvako ugarike ini handingagarire
murume wa12am everyday, handina kuvinga
sadza pano Wako mai Tino

Akapedza
ndokutora tsamba iya ndokuisa pachena
pekuti murume achisvika anoiona, mkadzi
ndokupinda muwardrobe ndokuhwanda. After
30mins murume ndokusvika akafara zvake,
wanei mukadzi hapana, ndokuringa ringa pano
nepano,hakuna munhu, ndokuona katsamba
kaya ndokuverenga Murume akatorawo kake
kapepa ndokunyorawo yake tsamba ndokupeta
peta kwaakukasiyawo pachena. Akatanga
ku4na “Hallo eeeh sweety ndaakutochinja


ndidzoke ikoko imbwa iya yazozvipira kuenda
kumba kwayo yatozviona kuti ini handinabasa
nayo. Ndinokuda babe zvekuti dai
ndakatanga kuona iwe ndisina
kutombozvinetsa nembwa yakadaro. Anyway
zvayaenda kudai zvanaka pano ndoopaa paden
pako, neni ndaawako zvachose feel free, i love u! Bye.  Murume ndokuchinja hembe
ndokubuda ndokuenda. Mkadzi akabuda
muwardrobe nehasha misodzi iripamatama
ndokutora poison kuti anwe afe zvake
Aakuda kunwa ndokuona katsamba kaya,
imwe pfungwa ndokuti verenga usati wanwa
mushonga, ndokuverenga ” Dear mai Tino,
kkkkkkkkk kana wafunga zvekuhwanda
usahwande muwardrobe kuseri kwehembe
uchisiya makumbo pachena, ndakuona,
usanobika tea ndaenda kumashops kunotenga
chingwa. URIWE UNOITASEI, IWE WANGA
WABATA POISON?

Loading...

Leave a Reply