Young Kells azviita zvakare – Kudyiwa mboro muMovie house!

0
2225

Young Kells azviita zvakare – Kudyiwa mboro muMovie house!

Ndaigara kuDZ apa ndaizvishandira hangu saka mari was not a problem, mumwe musi ndakayenda kuchurch kwaMakandiwa kwandainge ndadeedzwa neimwe shamwari yangu. Pakatanga kuyitwa zvema offerings ndakabva ndati sha ndakuyenda but akandimisa zvikanzi sha tisiyewo mutown pamacombi babe rangu neshamwari yake vanogara kuAvondale, ndakamuti hapana problem ndokuonai padoor ndichibva ndatungamira hangu. Ndakamirira kuti vanhu vauye ndokubva ndaona shamwari yangu nebabe rake pamberi vachiterwa nekamwe kamhenya kaiyita kunge kanogara kuchando nekuti ganda rake raiyita kunge risati ramborohwa nezuva kuzoti voice rake so ndakaita kunge ndichanyunfudika mhani masasi eharare.Ndakaita kunge ndamboita blind for a while hapana chimwe chandaiwona ipapo kunze kwake ndokubva ndamuti “Hi, I am Kells” akaita kakuvhunduka ndokubva ati ndinonzi Kelly apa akapindura neShona.Ndakaita kunge munhu apepuka ndokuti kushamwari kosei usina kuita maintroduction acho, vanhu vese vakabva vaseka.
Takafamba tichibva tapinda mumota ko ndaifambawo nemota, one of my achievements yekuzvishandira ndega. Takaita ma introduction mota isati yasimuka apa Kelly ainge akagara neni pamberi ndipo pandakabva ndati tirikuyenda kuAvondale hanti, shamwari yangu akavhunduka nekuti aifunga kuti ndirikumhanyira kumba but chakanakidza akakurumidza kubata stayera ndokubva ati ehe. Shamwari yangu ainge aribusy nebabe rake kumashure apa inini was getting to know Kelly. Ndakakumbira number yake ndokubva ndamuti I would like kuyenda newe kumovie one night kana vabereki vako vasina problem, akaseka ndikubva ati ndogara ndega mazuva ano vabereki vangu are out of the country saka I can go only if you come pick me from here. Ndikamuti thats no problem will come hanti uchamdiratidza pamba penyu nhasi unless kana pane zvimwe zvamuri kuda kuyita pamashops zvikanzi tirikuda kutenga takeaway chete toyenda kumba, takatenga takeaway ndokubva tayenda kumba kwavo ha vamwe vanhu vakashanda kare, imba yainge yakakura iyoyo apa kuita kunge munhu arikupinda pakaHotel.

Loading...

continue reading on next page….

Loading...