Zvandakaitwa naRose After Andikecha kuJazz Club Tikaenda Kumba Kwake

1
6280

Ndaigara kuFio and ndainge ndine chishuwo chekumbonyengawo musikana anozvishandira anofamba nemota coz ndainge ndanzwa nekudyiwa mari.

Ndakaita plan saka ndainge ndakupota ndichiyenda kuma Jazz spots coz ndaiziva ndaigona kunhonga babe ikoko, and this day was my lucky one. Ndakasvika a bit late apa vanhu vanga vatotanga kufara saka ndakatsvaga corner yekugara ndichibva ndatenga bhodhoro rangu re whisky ndokupihwa bucket re ice ndokutanga kurova hangu slowly slowly ndichinyatsonzwa kachidzika pahuro.Plan was kutsvagawo musikana anenge ane cash kuti ndimbodyiswawo mari.

To my surprise ndini ndakawanikwa, kwakasvika vamwe vasikana 2 vairatidza kuti cash vainge vainayo but pamota ndipo pandainge ndisingazive. Vasikana ava vainge vakareba kuita kunge vanhu ve basketball magiant chaiwo. Vakanditi can we join you ndikangoti no problem garai henyu, takatanga kutaura ndikaona kuti one wacho ainge asina kana basa neni but aingova back up kuti mumwe wake awane chance. Ndakabva ndawona kuti musikana uyu aitsvaga one night stand asi inini ndaida munhu wekumbodya mari asati anditiza. Musikana uyu ainzi Rose ainge akareba zvekuti kana akamira pamberi pangu aigona kutoona nhova yangu inini maziso angu abva ayenda direct pabeche rake. For the first ndaka kechiwa nemusikana, mukutaura imomo ndakanzwa munhu akuti unogaro kupi ndikamuti kuFio, ndakabvunzwa about almost everything ndichipindura zvandaikwanisa zvimwe ndichinyepa.

Rose ainyarara zviya zvekunge munhu ayita kunzi neshamwari you need to get out there and meet new people, ndakazama kumuti ayite calm and relax. Zvese aayiita aingova jumpy kuita kunge munhu arikudzidziswa chihure or this was first time to approach murume either way ini ndaingoita play along kusvikira paakazoti are you driving ndikati no zvikanzi would you mind kuenda neni to my place ndikabva bdamuti straight to the point, akanyara munhu ipapo masasi eharare ndichibva ndakurumidza kuti ndinoda munhu anotaura zvaaru kuda straight.Apa inini ndaigodawo kuzivawo kuti munhu murefu kundipfuura achizvifambisa sei.

Takabuda kuenda kumota yake aaahh mukadzi aiva nemota mhani aifamba ne Range Rover yered apa yainge yakamufita , ruoko rwake rwaiyita kunge munhu ane mhasuru, tichisvika kumba kwake kumaDale dale Rose aratidza kuti ainge asiri happy nezvainge akuda kuyita ndipo pandikamuti I know what you are feeling its normal but we dont’t have to do anything I could see kuti munhu ainge ava relived and relaxed, tangogara hedu ndokubva tapedzisa whisky yangu iya. Haa apa doro rakayita zvarinoda naye mukadzi akayita kunge achandidya akatanga kundikisa apa ayindikurira simba ndokusveta mboro yangu apa ndayinzwa ichisvika pahuro yake omboita kunge munhu arikuda kurutsa. Ndakabva ndamumisa zvese aaiyita ndichibva ndamuti haasi kuziva zvaari kuita because akadhakwa. Akada kuita nharo achiti it’s fine but ndakabva ndamuendesa kubedroom ndokubva ndamuisa pabed kuti arare. Ndakadzokera kudinning room ndokunorara pacouch imwe pfungwa ichiti ndimusvire imwe ichiti akadhakwa musiye, ended sleeping on the couch.

Paakamuka makuseni akandiwana ndakarara paCouch ndokubva andimutsa akatanga kunyara nyara ndikamuti it’s okay nothing happened she was just drunk. I refused to tell her anything about the night before akaswera achingondinetsa kuti aida kuziva kuti ainge ayita sei nezuro wacho. Akayita breakfast and she took me back to the club masikati coz ndainge ndamuudza kuti I stay around there but ndaiyenda kunotora mota yangu yandainge ndasiya ndichibva ndazoenda kuFio. Rose akafara kuti ndainge ndisina kuyita take advantage yekuti ainge akadhakwa ndokubva andipa kiss ndakuburuka akati aida kuzondiona futi, ndakabva ndaziva kuti ndazomuwana musikana ane mari plus anemota dzake…

Loading...

1 COMMENT

  1. Please POST :: Ndiri Murume. Ndoda MUKADZI ANODA KUSVIRWA NE MBORO HOMBE YANGU …just for FUN…WHATSAPP ME +263784299733 Not Commercial

Leave a Reply