Zvandakazoita Alice nenyoro, ndakanzwa oshinyira nekuteta mboro!

0
3364

Zvandakaizoita Alice nenyoro, ndakanzwa oshinyira nekuteta mboro! Ndakatanga kuwirirana naAlice mumwe musi mabhazi achinetsa, takangowirirana pasina pfungwa yekuti tichazosvirana rimwe remazuva. Ndainge ndakapfeka suit yangu yeblack ndisina kusunga tie. I was just looking cool. Alice aiva chisikana chipfupi pfupi, ari mutsvuku plus ane human hair.

Takagara tese mubhazi, ndokupanana manumbers. Pakutanga ndaitya kutaura naye ndichiti zvimwe ndingapuhwe cold shoulder. But what do you know she responded.Masasi eharare kana vanhu vari meant kuti vachasvirana zvinongoita zvega. We lived in the same area iye ari kunze kweguta. Ndakamuperekedza kusvika muraini mavo ndokupuhwa kahagi kainge kari meaningless. Ndakabva ndati apa ndichasvira chete.

Loading...

Mwana uyu aigara namainini vake coz moms and namudhara vainge vakashaika kare but mainini vacho vakanga vasina problem zvavo, munhu asina nebasa nezvakawanda. Takaita 3 days tichionana every day. Ndakatsvaga mastrategy ekuti ndimubaye nayo zvaingokona. After spending zuva rese tiri namatourist mumaraini medu. Unoziva muface akanga asina chidanger let alone mari yebooker lodge. Around 7 ndakamuendesa kwavo iye onanga kwake ini kwangu. Ndakasvika kudmba vanhu vachiona movie yainakidza. Nzara yebeche ndoyakaramba iri mundangariro mangu. Even though madam vainge varipo ALice haana kuda kubva mupfungwa mangu. Ndakatanga kutsvaga imwe work yangu yakudhara ndichishaya zvekuita, zvese zvakaramba.

Ndakaenda musitting room maface ainge apedza kuona movie yavo ndokuisa kustation. Sezveneyizvo foni yangu yakatambira message. It was ALice hanzi vanhu vekumba kwavo vainge vaenda kunhamo. Chance given I said. Within two minutes ndainge ndasvika pamba pake. She invited me straight kubedroom. The room was not bad. For a lady learning I was impressed. We talked politics, economics, the past and present. She noticed kuti ndaive ndavakuwanza nyaya ndokubva ati aive ava kunzwa hope. Yangu yatanga kumira. Inosumudza tsinga dzemumakumbo. Ini nemboro yangu tinocommunicator. Ini ndinoziva zvainoda but chemusi uyu masasi iwe. Akabvisa hembe, ndokusara nebra nepanty ini ndakaita kunge ndisina shungu iko kwaiva kutorodza. Vadikani munhu akadiscover chinhu chinonzi kusvira anofanirwa kupihwa menduru yelife time achievement sekapihwa Kaunda.

Ndakaonekwa ndichibvisa shoes ne shirt. Sezvo mboro yangu yainge yava danda ndakabva ndapfeka kondom, just in case. Imba yana Alice yakanga yakaextendwa ine mabedroom akawanda. Next door yaALice aiva mukoma wekuseri. Takasangana pandaienda kutoilet. Nguva nguva ndakabva ndadzima light. Chisikana chakavhunduka chikanditi iwe chienda kumba kwenyu. Ndikati hazvishande chinhu izvozvo. Ndakaenda paside pake ndikatanga kumubata. Mwana uyu aiva mupfupi asi musi uyu taive takaenzana. Ndakatanga kubata mubata mazamu. Muzamu ake aive asina kukura zvembiri, asi aitapira. Ndaipuruzira minyatso zvinyoro nyoro. Ipapo iye ainyepera kurara. Ndakaramba ndichibata kusvikira
muviri wake watakanga kubuda magoosepimpuls. Akabva atarisa kwandiri ndokunditi muromo bho. Mwana akakurunga muromo kusvika nzeve dzangu dzavhara, ndakaona kuti mutambo wakanga wasvika panguva yakaoma. It was time to move a gear up. Ndakadzikisa ruoko rwangu ndokunzwa kuti penty rake rainge ratota. Mwana wevanhu watanga kugomera zviya zvinoita munhu ari kuda kubara.

continue reading on next page…

Loading...

Leave a Reply