Zvandakazoitwa nemukadzi watsano, hanzi isa musoro chete

0
6116

Mazuvano vazhinji vedu tsika kwakungotaura chete asi vanhu havachakoshese kuti mukadzi watsano ndiambuya.

Ndaigara kuZambia nemukadzi wangu nevana vedu 2, one morning ndakanzwa mukadzi wangu achiti hanzvadzi yake yafona ichiti mukadzi wake arikuuya kuZambia for a couple of days and she wanted pekurara.Ndakangoti its fine ko ndaiswera ndisipo ndirikubasa plus there was no problem to have visitors. Inini ndaizama kuti ndiite tsika and avoid kugara muroom mumwe chete saka ndadzoka kubasa mukadzi wangu ainge adati asvika kumba and had to start cooking, but chakandivhutsa ndichingopinda mumba ndakawana mukadzi watsano achibva kunogeza achimhanya kuspare bedroom kwevana magaro ese aripanze, akacheuka akazviona kuti ndamuona.

Loading...

Paakazobuda akawana ndatova kukitchen ndichiisa nyama pamoto since mukadzi wangu ainge abatwa netraffic and she was going to be late. Pakauya mukadzi watsano kukitchen she was just saying sori sori hamdina kuziva kuti mauya, ndichibva ndangoti it’s okay musazvinetse henyu. Tsano vangu munhu ainge ari way successful but problem aiyisa basa pamberi kupfuura mukadzi wake and the sister vaigara vakataura kuti muroora wake was complaing kuto haasi kumbonyatsosvira, somehow tete vemusikana had leaked this information but yainge iri mistake vachitaura nyaya.

Pakazosvika mukadzi wangu ndainge ndatova almost done kubika and she took over vachiita nyaya nemukadzi watsano inini ndokubva ndayenda hangu kunogara mubedroom mangu. Ndakapihwa chikafu ndikadya ndokubva ndakurumidza kurara, ndakamuka pakati pehusiku ndichiyenda kubathroom ndiye dhuma naambuya mupassage apa vasina kana hembe vachibuda mubathroom ndikatanga kuzvibvunza kuti asi vanoroya or musikanzwa chete.Munhu akangobata mazamu kuvhara nemaoko so, ndakapinda mubathroom ndikadzokera kunorara, apa pfungwa dzainge dzakatoshaya zvekuita asi mboro yangu yakabva yamira zvinehasha ndichibva ndamutsa mukadzi wangu ndokumuzvambura nayo, akatoshaya kuti chii chaitika nekuti most of the time handimumutse manheru either makuseni, manheru tisati tarara or masikati kana ndakafarisa or tichiita zvemusikanzwa.

continue reading on next page…

Loading...