20 Zvinhu zvinokurambisai Vasikana – Batisisai Mashoko Angu!

0
4367

Zvinhu zvinokurambisai Vasikana Batisisai Mashoko Angu.. ..

1-Kuramba kubatwa zamu kunorambisa
2-kuuya kuzoona mukomana wakapfeka jean tight
3-kupfimbwa nhasi mangwana wakutoda airtime
4- kupfeka see through hembe
5-Kubvunza mukomana kuti uchandiroora rinhi
6-kubviswa bhurugwa usingaitewo nharo ‘open check’
7-Kuita mazino eyellow kunge anogezwa ne royco
8-Kuita skin dzz uchikoniwa kutsvaga brake fluid
9- kurukwa magodi
10-kukumbira mari uchida zvekuroorwa siyana nazvo


11-Kufarira prezha maningi kunorambisa
12- kugara mu 4n mako muine dancehall chete musinawo kana Agatha kunorambisa
13- kungobatwa nemukomana usingashinyirewo
14-kungobvuma chese chataurwa nemukomana
15- kuonekwa uri online asi usati wapindura chat yake
16-kusaisa mukomana wako pa profile pic
17-kutaura slen always
18-ku reserver call everytime uine mukomana wako
19- kuziva pese pane Chicken inn,Nando’s,Pizza inn or Bello warambwa
20- kunoona mukomana urikumwedzi

Loading...