Zvinoita here kubaiwa chibereko pakusvirana?

2
7023

Zvinoita here kubaiwa chibereko pakusvirana? Pamwe ndohwa sokuti ari kubaya paasingasibayi.

Chibereko hachisi mukati mebeche, asi kuti mukova wacho uri mukati mebeche. Mukova wacho kaburi kadikidiki kasingakwani kana penzura. Unokwanisa kubaiwapo zvichibva kuti muri kuitana sei asi haungazivi kuti ari kubaipapo.

Loading...

Kana murume akasvira paasina kujaira kusvirwa unonzwa kunaka kwacho kwakasiyana.

Loading...
  • tasara

    yedu yekuita mb8r8 hombe iyi ndinobaya chibereko every time!!!!!!!!!!!

  • Breezy

    Ini yangu musoro ndotonzwa uchii header chibereko, kuita chekutunga chaiko, makumbo pamapenedekete, zvidya dzvii mumaoko. Moto bhururu!