Zvinoratidza kuti mukadzi/musikana ane zemo!

0
3678

Zvinoratidza kuti mukadzi ane zemo.

Kana mukadzi ane zemo anonyorova kana kueredza kuzasi. Minyatso inokura uye inowedzera kumira. Kabhinzi kake kanomira kuti twii uye kanokura.

Matinji anozvimbirira uye anoti nyevenyeve kunzwa kuda kukwiziwa. Kana ari mukadzi wako anokuudza kuti ava nezemo uye iwewo unokwanisa kumubatabata nokumusveta minyatso uye kupuruzira matinji nekabhinzi nokupinza zvigumwe mukati mebeche kunzwa kuti manyorova zvakadii.

Kana asiri mukadzi wako haunei nokuziva kuti ane zemo kusvika iye akuudza.

Loading...