Advice For Single Mothers and Ladies – Musangovhura Makumbo Pese Pese

0
4392

Tete I just want to give advice to some single mothers and single ladies…

Munangwarira varume vamunodanana navo –  vanokunyengai. Vazhinji vavo varume vevanhu. Vanokunyeperai kuti handina mukadzi takarambana. Iye murume anenge akateya beche rako. Iwe ndipo paunobva wati ndazodiwa manje nyamba huzive kuti he just want to use as a “s.ex slave”.

Ndapota vasikana nemadzimai , musavhure makumbo. Kana murume wauri kudanana naye achida beche rako muudze kuti tanga wandiroora. Ukangovhura makumbo hameno zvako unopedzisira wakunzi Amai 2. Koita imwe nyaya , vamwe varume vamunodanana navo vanonyeba zvisingaite, vakaona kuti urikumunyima beche. Vanobva vatanga kukuudza kuti ndine mota 3 – 3, mombe dzangu handitodziziye kuti ingani, ndine dzimba dzakawanda kumadale dale apa hatoziwe kune First street muharare. Vazhinji vanotaura kuti ndinogara kuma Dale Dale Belvedere, Borowdale, Waterfalls e.t.c.

Loading...

Manje vanhukadzi nekuda zvinhu kunge paper bag kwavanoita, vanobva vatoti yaaa apa ndapinda machena. Apa vasingazive kuti mufesi akateya beche nekukudya mari yako. Chinozondinakidza ndechekuti varume ava vanoita basa rekutorwa mapicture vakabata steering kana kuzembere mota. If you check some very well on the picture the way they hold the steering well, it shows that they don’t even don’t know how drive a car but munhu anokudza zvekuti ndine mota 3-3.Zvimwe zvinoda kuvhura ziso setemba.

Vanhukadzi ndatishandei nemaoko edu, kwete kuzomirira kuroorwa so that unochengetwe nemurume. Nemiwo varume munatendeseka kwete kuswero kunyepera vanhu kadzi

Comment with your Facebook

comments