“Ahh zimukadzi iri zihure remakoko, ingawani ini ndinoswerosvirwa nemurume wake mahara

0
4818

Mai Tendai vakange varwara nemusana vakaona kuti hazvibatsira kurambidza baba Tendai kutsvaga chi one night stand chekupedza zemo.

Now, mai Tendai vakapa baba aTendai mari yemacondom neyekubhadhara yacho, shasha ndokuvhara zvayo door yakuyenda ichifunga chimhandara chekunotsemura! Vachingobuda panze vakabva vabvunzwa namai vepanext door kuti vari kuyendepi kuchinaya!

Baba Tendai vachibva vati “Mai Tendai vati ndibho waiza handiti munoziva kuti  vane musana mazuva ano, saka ndakananga kubhawa!” Mai vepanext door “Ah,baba  vaTendai mungaende kwese uko muchitisiya pano apa, come in nekuti baba vaSophie vakayenda kuDRC.” Shasha yakabva yarova zvinhu ndokubhadhara  ikadzoka kumba ichifara heavy kuti yasvira mai vepanext door!

Loading...

Mai Tendai vakabva vaona munhu adzoka early ndokuti “Ko zvamakurumidza kudzoka zvatoita here??”

Baba Tendai – “Aaa,hautizive here isu vana baba aTindo, ndasvira namai Sophie vepanext apa ndaronga yakapenga, did not know kuti vanondida!!!”

Mai Tendai- “Saka mabhadhara here?”, “Ehe,handiti ndanakirwa here???”

Mai Tendai- “Ah ende zimukadzi iri zihure remakoko, ingawani ini ndinoswerosvirwa nemurume wavo mahara mazuva ese, futi murume wake ndiye akasiya andikuvadza musana wangu achindiitisa dogie but handina kumubhadharisa, dzokera unopiwa mari yangu!” Baba aTendai vakabva vangofenda vakadaro!

Comment with your Facebook

comments