Chihure paRobot PART 5 – Kusvirwa neRegular Client Ikabva Yandiroora!

0
5994

Ndakazotora two days off pabasa ndakarara ndisingabude mumba ndichita nurse kutsemurwa kwandainge ndaitwa ne maSuper Eagles aya. Ndakatora two days idzodzo ndichiisa ice mubeche kuti kumboti dzokei. Ice inoitisa beche kuti riite tight kune asingazvizivi, tight chaiyo kunge mwana abva kuzvarwa. Musanyeperwa kuti isai maLove drops kana mushonga wachibhoyi. Hameno zvenyu muchaita cancer. Ice chiororo
amai. Thats all you need, take it from me. Zvakandipawo futi nguva yekumboita reflect on zvandaida muhupenyu. ( Chihure paRobot PART 4 )

Ndakambochema ndichizvibvunza kuti kusvikira rini ndichiita basa iri? Ndaive ndaneta wena. Ndakazofara zvangu kuti pamari yandaive ndarova rwendo runo yaikwanisa kupedzisa
imba yandaivakira mai vangu kuWaterfalls muHarare. Kwainge kwatongosara zvako ceiling chete. Two days idzodzo yaive chance yekugadzirira vaRegular vandaiziva kuti vave neone month yese vasati vamboita turn up. Munhu aisiuya once in every two weeks, but handaiziva kuti sei kuita zii zii. Yaisambove nyaya yapeturo nekuti iye sandiye angaita
dambudziko rakadaro. Kumufonera ndaive ndisingabvumidzwe nekuti zvaizomupinza pashinyazi naMadam vake. Saka ndaingo hopa kuti achauya chete. Uyu ndiye murume wandainyatsonzwa kuda. I loved him for real. And takange tangosanganawo zveaccident chaizvo. Saka ndiye aibvisa mari yerent yeflat yangu.

He was very good with me. Ainge ari CEO weimwe marketing company muHarare. Yaive mhene chaiyo. Aigara kuMandara muHarare zvake. Mukadzi wake was lawyer wemandiriri. Saka they were vanhu vehigh up there musociety. Well respected. Aitove nhengo inoremekedzwa kuGlad Tidings church muHarare, asi ainge asiri zvake Pastor. Isu zvedu
taive tiri kumakumbo chaiko. Anyway, ndaiti ndikamuonaso, ndinyunguruduka amai. Murume aive akasvika iyeiye. Ende ndaibva ndanyatsomuita pamper zvimwe zveshave chaizvo. I was missing him so much. Kusamuona kwandakaita the whole month zvaitondinetsa. Ndiye chete
munhu aipinda munasave kunonwa nemhondoro! Nyololand! Ndiye ega wandaipa nyoro chete. Saka you can see how special he was. I was 100% sure kuti ari clean, and so I also stayed clean for him. Saka ndiavhoidha AIDS for his sake and mine too.

Loading...

Turn to PAGE 2

Comment with your Facebook

comments