Chihure paRobot – Part 6 – Kasangana naPastor Vakuru vaive Client Yangu!!! – Chihure part 6

0
5264

Takazoenda kufirst service naPastor vakuru apo vakadzoka kubva kuStates.Wanike surprise surprise! Pastor wechurch aive muformer wangu. Yes, ainge ambotopfuura nemujerusarema rangu amai. Ndiye ega murume wandainge ndaita unique style iye inonzi Bondage naye. Hapanazve umwe. Naiye akavhunduka big time kundiona. Ndakati kumutarisaso pfungwa dzangu dzakabva dzadzokera kuGweru.

Chihure paRobot…  PART 1PART 2PART 3 , PART 4PART 5

It was on a Sunday kuma11pm. Mota mbishi yakandimirira kuRed Light. Ini ndakapinda Pastor vakabva vangoti ‘Your place!’. Ndakamudirector kuFlat kwangu. Ainge akachapfeka kola yake yehuPastor. Aitobva kusemina uko aiparidzira mafollowers emuGweru. Kwaive negungano guru reGlad Tidings rataingonzwawo zvedu isu vana Mytle. Anyway,takapinda mumba iye akasiya briefcase nebible rake zviri mumota. Tapinda mumba akaratidza kuti akanga atokuvara nezemo kare. Akandiudza kuti anoprefeya mahard core vice (maprofessional hure manje)nekuti they know how to deliver. Hanzi kumba mai mufundisi vanoita zvekunyimiridza chaizvo. Vanotoita body yavo kunge iri holy. You have to apply kuti
unodawo kuzosvira musi wakati, uchipa chikonzero kuti nei wadaro. Application yako inozoitwa consider after wayaura. Pamwe mhinduro yako yaiitwa reject. Unototanga waverengeswa verse manje usati wasvira. And kusvira kwacho kunge uri kusvira chitunha chisina life. Response hakuna kana masasi eharare.

Loading...

Saka manje aizotsvaka mamwe mamembers echurch kuti vamupedzerewo nyota but
sometimes vanenge vari married zvonetsa futi. Apo aitaura ndakati zvangu nhasi mufundisi uchadaidzwa ukadaira pachipostori. Akabva andikumbira kuti special style yake yaive Bondage. Ndakati neniwo Bondage ndizvo. Takaenda mubedroom, ndakamubvisa hembe dzese iye akandibvisawo dzangu. Akati tidhonze wardrobe kuti inyatsoenda pakanangana neBed kuti agozoona zvakanaka zvese zvataiita akarara. Ndopaakazorara pabed akati tasa akatarisa mudenga. Ndakatora ruoko one ndikasungirira pakona yekumusoro yebed. Ndikatora rumwe ruoko ndikasungirira kune imwe kona yekumusoro yebed. Ndokutora one gumbo ndikasungirira kukona yekuzasi kwebed. Ndokutora rimwe gumbo ndokusungirira kune imwe kona yebed. Ndakasunga zvekuti mba chaizvo.

Shasha zvino yange yoita kunge mombe yave ready for slaughter. Right, akanditi nditore belt rake nditange kumuvhindikita. Ndakadzikisa bhande kamwechete munyama yake, mboro ichibva yati kwanyanu. Ndakarovazve mboro ichiwedzera simba. Nguva nguva mboro yakazomira kunge mutswi chaiwo ichimiswa nekurova kwandaiita. Iye ndokuti ndichimudya mboro manje. Akati ndaifanira kuchonjomara beche ndakarisasika mumeso kwake. Akati ndinyatsovhura matinji kuti aite view yakanaka yebeche. Ndakamufongorera ndichitanga kusvisvina mboro yake. Ndakaisveta zvebasa chaizvo. Iye aingoshinyira asi chekuita akange asina since aisagona kubata beche kana kubatirira maoko akasungwa. Hanzi nevanoziva Bondage style inoda murume ane good mental strength nekuti munhu anogona kufa
netorture yakadaro. Apo mboro yainge yabvuma kudyiwa zvekuti murume akaita kunge
achadambura tambo dzandainge ndati shwee kusunga. Akashinyira masasi. Ini zvaitondipawo manyemwe ndichimutambisira mhata idzi kuti anyatsoona kuti dai aive mukati. Ndaiita ndichikoira koira. Akakuvara murume iyeye masasi eharare. Uku ainge achiona action yese pamirror.

scroll down to page 2….

Comment with your Facebook

comments