Chii chandingaita kuti nditundise mukadzi wangu pabonde?

0
3915

Chii chandingaita kuti nditundise mukadzi wangu pabonde?

Mukadzi anofanirwa iye kuva nepfungwa dzokuda kurara nomurume wake. Vakadzi vakawanda vanoda zvinhu izvi kupfuura varume vavo asi kungoti ukaita nguva usinawo kumbopihwa nguva refu nomurume wako, unongozopedzisira zvisisakunakirewo wongosiya zvakadaro.

Vakadzi vemumba vakawanda vanoti zviya mapedza, murume oita hope iye osara ozvibatabata kusvika atunda. Varume noufuza havanzwisisi kuti mukadzi anodawo kutunda. Chaunofanirwa kuita nguva yekusvirana naye uchiita nguva pakabhinzi kake uchiita zvaanofarira kuti uitepo, woitazve nguva uchikweshana naye, womunonokera. Uchaona kuti zvinhu zvinotanga kuchinja.

Loading...

Comment with your Facebook

comments