Chii chinoita kuti mukadzi anakirwe pabonde?

0
3563

Chii chinoita kuti munhukadzi anakirwe pabonde.

Mhinduro…

Kunakirwa komunhukadzi kwakasiyana nekwemunhurume uye kunobva pane zvakawanda zvinoti:

Loading...

1. Maonere aanoita murume ari kumusvira. Kana achimuda nomoyo wake wese  anonakirwa zvakanyanya nokuti munhukadzi ane pfungwa dzokuti kusvirwa ndekwerudo.

2. Maitire avari kuita. Kana achifunga kuti maitire awa ndeemusikanzwa anonakirwa zvakawedzera.

3. Makoirirwo aari kuitwa. Murume kana akapota achikoira akaruramisa mberi oitazve zvokukurungira osiyanisazve sipidhi dzake oti akawanza omboderedza, zvinowedzera kunaka.

4. Kotizve kana mukadzi achiziva paamire pamusoro pemimba sokuti anoda mimba here kana kwete uye ari kuda hurume here kana kwete.

5. Kotizve murume akamunonokera kumupa urume zvinowedzera chose kunaka.

6. Kotizve murume ane urume hwakawanda anonaka kupfuura ane ushoma, kana wange wagara uchiziva kuti anowanza. Ukamutarisa kumeso kwake panguva yaanokupa urume unongonzwa wega uchida kumuwedzera chikapa nokumubatirira. zvinofadza moyo.

Comment with your Facebook

comments