How to Care for your Beche kuti Risanhuwe – Kugara Beche Rakachena!

0
6829

Please gezai beche kunze chete never mukati. Mukati mebeche hamuiswe chigunwe
and mukati mebeche memhunhu ari healthy hamufanirwe kunhuhwa.

What makes beche rako to smell is the sweat iri around your vg mixed with your natural v@ginal discharge. If you stick your finger inside beche and smell it ,you shouldn’t smell anything but if you rub your vg with your fingers you will smell a fishy smell. If your v@ginal discharge smells it means pane chisina kumira mushe. If your hurunyo hwababa smell its also a sign that something is wrong.

Saka mukati hamunhuhwe kunze ndikokunonhuhwa. If you disturb your natural ph
balance you will have a lot of discharge and a strong odour. Zvinhu zvakaita sekugeza nesipo dziri strong kuisa zvikunwe nekuisa grocery mubeche destroy your natural ph uye lemon nana salt. Those things dry beche and because your brain knows kuti it is supposed to be
wet naturally it will send a message to beche to produce more fluid. Because of that unobuda mazimvura pese pese and during kusvirwa or you become too dry to the extent yekukwara
mukati mebeche. If that happens you bleed every-time yaunosvirwa.

Loading...

Putting things down there also causes thrush. To maintain a healthy beche don’t just wash with cold water , water won’t get rid of smell and sweat use warm water with a good feminine wash or baby soap. Then kana wanyatsogeza ochidira cold water.Plus pfekai ma panty liner burugwa risanhuhwe dikita not machira mukati. Chimwe chinhu chinokonzera mamvura akawanda zvirwere zvepa bonde. Uyezve kusangana nevanhu vakasiyana siyana pabonde or your partner anosangana nevanhu vakasiyana siyana pasina protection saka muviri wako unenge uchizama kurwisa ma different bacteria. Plus your diet too is very important drink a lot of water and eat a lot of fruits and add spices in your food.

Kupakira zvinhu mubeche kunodonza mvura dzino dzivirira zvirwere and in future zvinokonzera cancer. Chinoita kuti kuzasi kuite se kwaita tight paye pamunoisa grocery kuzasi imvura dzinenge dzapera not kuti beche rako ratight. Beche i muscle inoda exercise kuti rigare rakasunga saka kuti risunge zviri permanent do keggel exercise. Paye paunenge uchiita weti unoita uchisunga for 20 seconds woburitsa wodzokorora kusvika wapedza usangoita weti yese ka one. Chero wakagara chero uchifamba unogona futi kuita se uri kusunga weti uchirilisa do this everyday and after a month you will have a very tight beche.

Ukaita izvi nekusaisa chigunwe kuzasi beche rako rinogara riri tight uye richidziya zvekuti panguva yebonde nababa haubude mamvura aye anoita noise everything will be just tight warm and juicy. Kutota kwebeche kunotoita kuti baba vanakirwe ukanzwa ko complainer it’s because maybe you are too loose and must do kegels!

Comment with your Facebook

comments