How to solve problem yekukurumidza KUTUNDA paBonde

0
10888

 

Tete ndirikutadza kuita kuti vasikana vatundewo pabonde…Izvi zvirikuitika kwandandiri ,i have tried proffessional help but no change…

Question – Ko zvirinormal here kuti urimurume kana tasvika panyaya dze bonde unoita 1 short round about 5mns or less and after that haimire until after 2-3hrs? Ndiri mukomana ane 23 ndiri healthy ndingori mukomana as others but problem yangu ndiyoyi,ndakambozama kutsvaka the very sexxy woman to see any changes but there was no change,Ndikarara nemusikana 1round after that short round l feel dizzy,sleepy and l end up sleeping angave masikati,Handikwanise kutundisa musikana at all,Ndakamboona doctor akandiudza kuti its lack of sleep nekuti kubasa ndotanga na 10am ndopedza na 2200 husiku so akambondipa matablets ekurara but ndakaona no change,l disappoint girls many times coz l even see ma moods acho after kusvirana kuti l did nothing,Manje inini ndakutya kuroora mukadzi coz she will definitely go out seeking for a satisfactory man that is what l’m scared of so please if you know kuti ndingabatsirikawo sei plz help.

Loading...

Tete Molly reply – I will not lie this is a problem that most men still have and most have seeked medical help but zvichiramba. So i will add a few points maybe this will help you..

1) Kana usati wanyatsojaira game rekusvira, uchiziva kuti unokurumidza kutunda, chaya bonyora like ten mins before wasvira,unongoti babie, i will be back wombopinda mutoyaz wonochaya zvakowodzoka,mozotanga romance, you will find kuti u will last that the first round much longer. Kana ukaona zvicharamba pota uchidya maAvocando, seafood nemaFruits kuitira kuti uwane simba.

2) Before hitting it, romance her hanty, ototawo so, ini zvangu ndowanza kufarira kuridya,ah unoonamwana avakuita kushinyira nekunakirwa,akagonya akadiiko,ini ndichiita kusvira nerurimi chairwo,  unomunzwa aavika papeak, baby kani, baby kani,oh this is too good unokundikuvadza, ipapo ndopaunobva waiti pfee, wotanga zvakokukoira slowly, the hands  busy ravaging her breasts, muromouya wanga uchidya now wava patsvodi wombopota uchikisser huro, pamwechete nekuisa rurimi munzeve, eish wakamboiswa rurimi munzeve here? unoita waya iwe….

3) third step, start thinking of doing things zvako uripo pamsoro ipapo, think of your dead friends and or relatives, munhu ane chikwereti chako, or your fucked up boss at work,kana kufunga duzvi chairo, yeah,just to take your mind off the scene but dont stop pumping, unorova dambaefu rimwe rinobhowa.

Other tips ndeekuti rova missionary position kana uchida kukwenya dambarefu coz doggy style manje,the sight of her ass, especially if she is well endowed, ha iwe, unokurumidza kutunda. Its also a good idea to go for circumcision it helps reduce sensitivity zvekuti unonoka kutunda.  Pa am talking from experience murume wangu aimborova asati achecheudzwa, now akurova akachecheudzwa, i noticed a considerable improvement.

Comment with your Facebook

comments