Home Ask Tete Molly Ichokwadi here kuti kana murume akandipinza mboro ndisina matinji inongobuda yega?

Ichokwadi here kuti kana murume akandipinza mboro ndisina matinji inongobuda yega?

4403
0

Ichokwadi here kuti kana murume akandipinza mboro ndisina matinji inongobuda yega?

Hakuna mukadzi asina matinji. Kungosiyana saizi chete. Mukadzi wese asina kuremara ane matinji. Matinji kukura kwawo hakunei nokupinzwa mboro nemurume. Murume anopinza mboro kuzasi kwebeche. Matinji ari kuno kumusoro kukabhinzi. Kana ukaiswa wakafongora zvinokwanisika kuti mboro haitombosangani nematinji.

Vanhu vanofarira nhema kukutyisa kuti ude kudhonza matinji chete. Varume chaivo vakawandisa havanei nokuti une matinji marefu here kana kwete. Murume kana amira mboro chaanoda kupinza mubeche remukadzi wake chete. Murume haafungi zvakawanda kana mboro yamira apa mukadzi wake aripo. Zvokuti mukadzi akamira sei pamberi zvinongoitwa imwewo nguva.

Loading...

Are you looking for a new job?

Are you unemployed and want a new job? Or maybe you have a job already and want to find greener pastures? We have all these amazing Job Listings just for you. Take a look and find that amazing Job Today.  – See All Listings
Loading...