Joice ainge oshaya pekubata akungoti “ndikwirei kani daddy”! Achizvongonyoka kunge nyoka!

0
6935

Joice ainge oshaya pekubata akungoti “ndikwirei kani daddy”! Achizvongonyoka kunge nyoka! Handina kumbobvira ndazviisa mumusoro kuti musikana anotibatsira kuchengeta mwana wedu anobva kuMalawi. Then one day ndakatyora zvangu mudheni ndakanzwa achitaura namadam , vachitaura nezve kuchinamwari kwavakaenda apa madam vangu mupositori.

Ndakangoti ooh, I should have known this since ndirini ndakamutsvaga and according to what she was saying zvairatidza kuti haa panebasa, basa chairo. Vakasvika pakupisa poto vachingotaura nezvechinamwari varimo mukitchen ini nzeve kwanga ndirimo mubedroom zvangu. Mboro yakatanga kucomplainer mhani ichibva yamira. Munhu unofa nenyota makumbo arimumvura inotambika.Ndakapotsa ndaita bonyora mapeche two arimo mukitchen. Vakazopedza zvavo nyaya dzavo asi ini ndange ndatove neplan zvangu. Apa sisi Joice vatete varefu, mazamu aripo ano matende emapudzi chaiwo. Magaro haa ndizvowo hazvo zvevanhu vatete tingatiiko. Face vanayowo zvavo asi hangazosvika pana madam. Nyaya dzaakanga achiudza madam ndodzakandipinza busy, kusvika amai mufana vatoti Joice tichatombokusheedza kuChina chemadzimai umbotidzidzisawo kubata varume pabonde. Nechemoyo ndikati aah mukadzi wangu abvuma defeat paopen, saka ini ndini ndingazodiiwo zvangu. By any chance I was going to be wekutanga kupinzwa china chacho practically ozoenda hake kutheory kuchurch.

Mazuva akaofuura waiting for my opportunity but it never came. One week, two aah three chabuda hapana apa namadam varitekiteki neni kuita kunge vaiziva kuti ndaida kuita musikanzwa. Week 4 ndikanzwa daddy musi wechina tirikuenda kucharara kuMazowe tinotozodzoka Friday manheru. Ndakanzwa ropa rangu kumhanya from head to toe, ndakapererwa nemashoko hana ikarova ndikanzwa kadzungu sooo! Ndakabva ndati ahh its okay mongosiya mandibikira hanti murikuenda mose naJoice.

Loading...

Zvikanzi no chando chiriko ichi mwana angatonherwe, saka sisi vanosara nemwana. Ndikati iribho apa ndichikwenyazvangu mhuno. But nyaya yainetsa manje approach ndaizotangira papi? because aah masteady anga ari tii zvekuti ndaigona kujamukwa ndikazopinzwa busy futi kuna madam. Iniwo kudhibha futi dai ndakanga ndagara ndakakanda mazwi ndaizoziva patimire. Ini zvangu handinwe hwahwa, but musi uyu ndakambogaya kurova chapomba but zvaigona kutozorasisa tsoro yese. Ini ndikati handisvikirwe asi ndosvika ndega.

Pandakasvika kumbai ndakasvikowana madam vatoyenda pangove nasisi nekamwana vatopedza zvavo kubika vaiwona TV. Ndakasvikotora kamwana kangu ndakutamba zvangu nako apa sisi vachironga chikafu. Game plan yose yanga yatove mumusoro kwanga kwasara execution manje. Pavakandipa chikafu ndakaramba ndakavatarisa pamaboobs zviya zvekuti kana naivo vazvione kuti mazamo angu akatariswa, anga ari ano eround mamedium, ko aimboita seakayamwiwa here?Pandakaona kuti vazviona ndakabva ndanyatsoisa concentration zvinenge zvinekakushamisika so ivo vakanditarisa ndakabva ndamedzera mate so zviya zvinoita munhu anenzara kana anzwa munhuwi wechikafu chakanaka.

continue reading on next page…

Comment with your Facebook

comments