Joke of the DAY – Jonso anopa Mai Vake Size Chaiyo

0
3688

Joke of the DAY – Jonso anopa Mai Vake Size Chaiyo. You know we love Jonso Mudapakati. Here is a joke from the crazy man… Check it out…

kuudza mwana hupedzisira shuwa:

Jonso adzoka kunotamba manheru.
Momz: Iwe Jonso, handidi mwana anodzoka
kumba husiku


Jonso: Sorry ,ndava kudzokera, ndozodzoka
kwachena
Momz: Pfutsek…mwana wembwa, uri kuda
kudzokera kupi husiku huno.
Jonso zii zvake akarereka musoro
Momz: Urikufungei ipapa manje.
Jonso: Ndiri kutogaya hangu kuti imimi ndimi
imbwa here kana kuti ndakazvarwa nembwa
ndobva mazoibira mwana

Loading...

Comment with your Facebook

comments